azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

sharky – soko matemai lyrics

Loading...

kubva ndichizvarwa i have never been k-musha
vechikuru vari kunzwa izvi please musandituka
sekuru nambuya handina kuvaona
mdara akabaya ukaz akanochona
uyo handina basa naye, asi vari k-mhepo kwamuri ikoko ndiani wandingasase naye?
ndiri mwana wenyu, ndiri musango
parizvino ndapererwa nemazano
zvinhu hazvisi kufamba, ndiri kutsvaga mashows neboys rangu
yeah they coming but it’s moving kinda slow
they should know my name, they should play me on the radio
ndinotsika tsika stage everywhere i go
ndakapfeka t shirt yangu yetateguru
kutochiller zvangu kunge sendakuru
vepachuru, tisu vana muchenje
behind the mic i feel at home, shiri mudendere

gogogoi ndapinda muyera soko
ndakapfeka ndarira mumaoko
ndiri mwana wenyu ka, ndinoda kuchengetwa
nemasimba ekubata mabasa amakandipa, saka
(vari k-mhepo, ndiratidzei nzira)x3
ndisati ndarasika zve ndiratidzei nzira

kwese kwandiri people trying to control me
tangosangana, why you acting like you know me?!?
oh please! uyu hupenyu hw-ngu
musoro bhangu, you could never ever walk in my shangu
machoices ando maker they shouldn’t be affecting you
mind your own business and you will see me respecting you
this that, what what, enda kuchikoro
flat b-tt nekugara pamba mvura mumusoro argghh!!
pane nguva yandai swimmer mudoro
ndichida kupedzera shungu dzangu mubhodhoro
kubvira kuprimary ndichishaya school fees
paform 4, 4as, 4bs and 2cs, you see
i’m a smart dude, 12 points at a level
vezera rangu vari pa university level
vanonditarisa vofunga ndakasara
ndiri kushanda ndichengetei please ndisaparara

gogogoi ndapinda muyera soko
ndakapfeka ndarira mumaoko
ndiri mwana wenyu ka, ndinoda kuchengetwa
nemasimba ekubata mabasa amakandipa, saka
(vari k-mhepo, ndiratidzei nzira)x3
ndisati ndarasika zve ndiratidzei nzira
(vari k-mhepo, ndiratidzei nzira)x3
ndisati ndarasika hapana chandinoziva

i wrote this when i was 20 but i felt older
ndakuda bomber jacket nhasi, the world just got colder
ndakatanga chibhachura ndine 19 years
ma tall obstacles ndokwachura se lightning, yes
(after all that’s said, i’m trynna be a legend make the crowd go “iwe sharky sharky!!”)x2
kana pachibikwa doro, nhasi tichapira
vhura bhodhoro re wine pasi toridira
ndoda kuti mai vanhu ndigovariritira saka
vari k-mhepo, ndiratidzei nzira
zvinhu zvacho zvazvadai ndifudzei ndiri hwai
soko matemai, soko makwiramiti
inga ndati mai vangu ndoda kuvariritira saka
vari k-mhepo, ndiratidzei nzira!!

(vari k-mhepo, ndiratidzei nzira)x3
ndisati ndarasika zve ndiratidzei nzira
(vari k-mhepo, ndiratidzei nzira)x3
ndisati ndarasika hapana chandinoziva



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...