azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

winky d – karma lyrics

Loading...

nhamo unechitema ndakakutsvagira dipirizona
hona zvangu zvatsvukira saka ndauya kuzokuona
gaafaa

pawaitiwana hauchatiwana ikoko
hatisisiko ikoko
h-llo nhamo gafa radzoka kurecovery
iwe nhamo hauchapapoya ndavacovered
saka karma karma
uchapapoya sei panemadollars
karma karma
itoita soft kunge dhirinki dopaz
zvese zvawakandiita zvaakudzoka zvakadoubler
waindiswedza nenzara segafa ndaikudhabhura
ndizvo zvakazoita kuti ndizoti habhura katapura



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...