azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

5nine – yuhwi maihwe lyrics

Loading...

yuwii maihwe

maiwe nhasi ndadhumana neimwe nengirozi
ane saka so you should know her
hanzi 5nine uribhoo here
i swear mwana uyu chamvary

chorus
yuwii maihwe
yuwii maihwe
yuwii maihwe
yuwii maihwe paita ka angel pano
yuwii maihwe
yuwi maihwe
yuwi maihwe paita ka angel pano
yuwi maihwe
yuwii maihwe
yuwii maihwe paita ka angel pano
yuwii maihwe
yuwiii maihwe
yuwii maihweeee

(verse 2)
me and my angel
hatidi zvotinetsa
toenda kure kure
babe lets pack and go
you never know
who doesn’t love you
never put your guard babe
am just happy
dont know wakabva nepi
cause wakanaka shaaa
iwewe shaaa
do you know ( girl do you know oooh)
i get lonely without you
girl you know
girl i know that you know
(bridge)
ndichifamba naye kuita kuti zvibhowee
handiti maimuzeza aaaah
zvandave naye nhasi ko maindishorei
zvisinei mwana uyu chamvary

yuwi maihwe
nhaimi ndomupei
ndaiwe unodei
kokwandiri unodei

nhaiwe uchadyei
idzo ngirozi dzodyei
isu todya nhopi a
apa kanogona kubika
kandikangira voroso
she can do it all
you already know
you already know

(bridge)
ndichifamba naye kuita kuti zvibhowee
handiti maimuzeza aaaah
zvandave naye nhasi ko maindishorei
zvisinei mwana uyu chamvary
(chorus )

am just happy
dont know wakabva nepi
cause wakanaka shaaa
iwewe shaaa
do you know ( girl do you know oooh)
i get lonely without you
girl you know
girl i know that you know

(bridge)
ndichifamba naye kuita kuti zvibhowee
handiti maimuzeza aaaah
zvandave naye nhasi ko maindishorei
zvisinei mwana uyu chamvary



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...