azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

admire mufakazi – chirumhanzu lyrics

Loading...

chirumhanzu
ndauya kuzombopira
ndauya
ndauya
ndauya
madzibaba edu ese
madzisekuru edu ese
madzitateguru honaiwo vhurai maziso
van0bva kwachirumhanzu
ndiyoyika ino nguva
toda k+mbopirawo mupiro
gonawapotera
mapiravana
moyomusande
nyautonge
charandura
chinyuni
magona chimw+ngo mavhaire vekwadebwe vari pano
pajofa ariviri ndiri sobha
ndakazvarirwa past theresa ndikarerwa kwamavhaire
asi ndin0bva kwadebwe kwachimw+ngo tisuka vana sinyoro
vadyi vembwa vari pano ndipei kuno ndimbokatsa mugido
munyasi megomo rinonzi upfumba ndipo pane musha
ndin0bva kwachirumhanzu
ndiko kwandakazvarirwa
ndiko kwandakarerwa
ndiko kwandakafunda ndikoko
ndiri pahama pamission
ndipo pandakaita o level
advanced ndakazoitira pahoria
horia ndendende
ndisingakanganwi kwamajandu ndiko kwandakaita primary
ndinoda kupa kutenda vakuru venzvimbo yekwachirumhanzu
ndakuda k+mbotora matanho kuda kutsvaga mazano
ndoda kuona vaya van0bva nechekuya uko kwamachekano
ndiri mugomo rehoria
ndauya kuzopa mupiro
vekwamuwani huyai
vekuchizhou svikai
shashe river richishinyira
rikuita kudira dira
ngwena dzakazara imomo unodyiwa
kufira mafufu segonzo
mangoma mhende
mutya rufaro
tirimo machirumhanzu
igonawapotera ukaita munyama unomedzwa
munoda vakasimba pari pahana vaya van0bva vabvi
musazotig+yira mahora nekuti titori makora
chirumhanzu chirumhanzu
shumba inoruma mhandu
shumba inoruma
inoruma mhandu
chirumhanzu
ndauya kuzombopira
ndauya
ndauya
ndauya
madzibaba edu ese
madzisekuru edu ese
madzitateguru honaiwo vhurai maziso
van0bva kwachirumhanzu
ndiyoyika ino nguva
toda k+mbopirawo mupiro



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...