alick macheso - kutadzirana lyrics
[verse 1: al!ck macheso]
kutadzirana, kupopotedzana kunoitika
ndizvo saka kwakava neshoko rinoti iro
chakaf+kidza dzimba idzi matenga iwaya
k+mwe kuburana kunoita kuti tinzwisisane
[verse 2: al!ck macheso]
kubata kana kusabata kuriko mukuvhima
asi handizvo zvingatadzisa vavhimi kuvhima
nekuziva kuti mazuva haanakiba ose
asi kuti zvinotowedzerawo simba reuvhimi
[verse 3: al!ck macheso]
kuwana kana kushaya zvirimo mukutsvaga
dai zvisipo vacheri vegoridhe dai vasipo
nekuoma kwemarwadziro ekuchera goridhe
asi havasiye vanotoenda mberi nekuchera
[verse 4: al!ck macheso]
kutora mwana w+ngu k+muita nhapwa (aite nherera ah)

kutora mwana w+ngu k+muita nhapwa (aite nhеrera ah)
kutora mwana w+ngu k+muita nhapwa (aite nherеra ah)
[chorus: al!ck macheso]
ndakadzidzisa pfungwa dzangu, ndikadzidzisa moyo w+ngu
zvese neropa rangu k+mira nezviripo

isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo
[pre+chorus: al!ck macheso]
isu mafuza tine nhamo
isu mafuza tine nhamo
vakangwara havana nhamo
vakangwara havana nhamo
kusina amai hakuendwi
kusina amai hakuendwewo
[verse 5: jonas kasamba]
hande divine muzenda, wezhira
[verse 6: jonas kasamba, zhili mumbamulapi & orchestra mberikwazvo]
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak+mbelela
maiwe tumai
maiwo basumbi
chisumbi chinena
mai ak+mbelela
Random Lyrics
- not3s - unexplainable lyrics
- sanela sijercic - nek te ona zavoli lyrics
- heller mason - another song lyrics
- griffin stoller - on my own lyrics
- ck yg - trauma lyrics
- l'uzine - rien ne presse lyrics
- dardan, rk & aribeatz - ey mami lyrics
- a.p.a.t.t. - i fucking hate tamla motown lyrics
- dheusta - process lyrics
- roozbeh nematollahi - iran lyrics