azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

alick macheso - samasimba lyrics

Loading...

[intro: jonas kasamba]
alick macheso the phenomenon of the century
mwana nzambe

[verse 1: alick macheso]
nekuziva kwedu mwari baba kuti, ndimi makatora nguva yenyu yose
makawanikwazve muri imi moga moga, mune zivo yezvikwa zvakasikawoo

[hook: alick macheso]
yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
baba dzikai, dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)
baba dzikai, mudzikai nemasimba

[verse 2: alick macheso]
misi nenguva, minamato yedu mwari wangu+wee, inongofa mumwe chete, zuva nezuva ishe wangu+wo
zvitendero zvose zvakativaka nenyika ino yose, tinokushumirai nenzira dzakasiya+siyana+wo
muafrica tigere nemumatambudziko+oo

[hook: alick macheso]
yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
baba dzikai, dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)

[verse 3: alick macheso]
ndimi munoziva zvatinoshuvira muhupenyu hwedu, zvinova zvine chekuita neiyoyo inonzi raramo
vanhu nevanhu tirimune rino pasi baba, tinoda zvatinoda zvinofadza mitezo yenyu iyoii
[hook: alick macheso]
yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
yave huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
baba dzikai, dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)
baba dzikai, mudzikai nemasimba

[verse 4: jonas kasamba]
last power sounds, tich makahamadze zindo zindo motema
chester kumanja, partie patiwelo
yokaa

[verse 5: alick macheso]
ndivo samasimba varidzi vemitezo yedu
imi samasimba, vene vamabasa
ndivo samasimba, mupi wazvose huyai

[chorus: alick macheso]
baba huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
baba huyai (huyai), huyai nemasimba (huyai, huyai)
yave dzikai (huyai), dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)
yave dzikai, mudzikai nemasimba

[verse 6: alick macheso]
ndimi munoziva kwandichaswera
ndimi munoziva nechandichadya
ndimi munoziva nekwandichavata
ndimi munoziva, mhai+wee ndimi muraramisi huyai
[chorus: alick macheso]
baba huyai, huyai nemasimba (huyai, huyai)
baba huyai (huyai), huyai nemasimba (huyai, huyai)
yave dzikai (huyai), dzikai nemasimba (dzikai, dzikai)
yave dzikai, mudzikai nemasimba

[verse 7: alick macheso]
mutibatsire sezvisikwa zvenyu yave, tive nerimwe tichinzwirana nyasha baba patatadzirana dzikisai yananiso
mukugarisana tichinzwana murugare rashe

[verse 8: alick macheso]
ndimi munoziva uyo anokuda
ndimi munoziva nesingakudii
ndimi vatinozi yave kuti munyaradzi, munotirwira sezvisikwa zvenyu baba



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...