azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

combined talents gospel singers – ndinoshamiswa kwazvo lyrics

Loading...

ndinoshamiswa kwazvo
namabasa makuru
akaiitiwa nemi,

ose anorumbidza
ukuru hwenyu mwari
hunoshamisa kwazvo.

kana ndarangarira
mabasa okudenga.
kana ndarangarira
mabasa apanyika,
ndin-buda misodzi
kana ndafunga iwe.

mwari vatatumumwe,
itai kuti tikude,
nokuti wakatida,
makazotipa jesu,
watipa mweya wako
wokutipupurira.

rumbidzai iwe denga!
rumbidzai iwe nyika!
rumbidzai iwe gungwa!
nesu ngatirumbidze!
uyu musiki wedu,
ano rudo rukuru.



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...