azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

damien marcus gwini – while i relax lyrics

Loading...

(shout out to elias. from harare to lusaka
peace and love from zimbabwe)

i think while i relax, observation is an art (thoughts in my mind)

master wema stunt, ndaiva mu hard ndaigerwa punk ndakafonyorwa re rap, hit em up yekwa pac
but now ndakuketa kuti the universe is vast
so i care less, i’m hungry, ndoita chero, bampfanha
ku taker risk, ku gambler, ku bheja njuga pa chikwanha ndehasha dzeadyiwa ukaita funny ndokubanha
bhutsu owira dhaza ndokutorera chikwama
ndotora 20 mari yekuzono bhadhara ku camba
pa mic ndiri gamba, ndri artist kwete con
ndakadzika, ndokunyudza, kunga boys rema phone
play me once, there’s no third by the second time you gone see, we not coterminous, we in a different zone
ndrikug-ya nezva god, ukug-ya zve njani dzirimuma thong that’s why you corny, lyrically dread vari strong
saka tora zvako koso asi mari yangu giri
ndodhibha kamwe chete handimbo dhibha kechipiri ndaneta kungo senza kuti ndibhadhare mabhiri
nhamo inoku leader kungokabira chero dhiri
mamwe acho anok-makisa, anoku loozisa dignity
but inini, i meditate, i meditate infinity
otowona yekutamba, ku ghetto deng ma capabilities
dai ndakadzidza, but chikoro ndakadzingwa
chikoro ndaichida asi ndakadzingirwa ma fees
but failure is no option, pfungwa dzangu dziri busy
muvhuro uno ndakarota ndane mazivhiri
kwete ana fiti, ndaityaira four ma wheeri
ndakananga, ku mansion, yamai nababa vangu, ndonamata kuna musiki, dai vamira k-mbovatora
coz vamwe vane ma yatch, vamwe vakuto tsvaga vat some say the world is ending, some say the earth is flat i meditate a lot coz liberation is a must
handina hangu buck, but ndine yegoridhe heart
i think while i relax, observation is an art (thoughts in my mind)

©2019 written by t. gwini
composed by e. nseluka (monogen), lusaka, zambia



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...