![azlyrics.biz](https://azlyrics.biz/assets/logo.png)
freeman hkd - doctor vemagitare lyrics
yo sunshine, hkd
dangerzone side (yo sparks) a long stretch in them arts
working together from the start (sonje, sonje)
kune vakanga vaneni kubvira pakutanga kwemagitare
nyangwe zvinhu zvikaoma vaimira neni
vakandida ndisati ndane zita
saka vakutemba neni zvino vakunditi doctor wemagitare
ma+fans ndoakandipa zita
paye ndakati nokutambudzika
ndakanga ndina shinso makazvi+believer
iyaa+a
doctor wemagitare
ma+fans ndoakandipa zita
ndakati no ku+truster munhu wenyama
skiri yekudangerzone side namaninja
kubvira pakutanga pana unondipa rudo
vanhu vachiti hamuna chipo asi mune chido
hatina k+mira takarova ngoma
ivo vachiti ma+funnies nhasi vakuti dangerzone
vanhu vakatamba pakarira ′joina city’
vanotaurisa vakati ava wema+one hit
hapana kupera time ndobva ndati ′summer time’
bva vakuti mfana uya auya sh+t
saka neshungu ndakabata squander
ndikati squander hona ma+artists awanda
atove makwikwi
asi ndine trick yekuti tipinde ngatiimbe dancehall doctor
ma+ghetto youths pandakavasimbisa
vakatanga kunditi doctor wemagita
tinenge takava leader apa ndatozova leader
hkd hatife takakundika
saka vakunditi doctor wemagitare
ma+fans ndoakandipa zita
paye ndakati no kutambudzika
ndakanga ndina shinso vakazvi+believer
iya
doctor wemagita
ma+fans ndoakandipa zita
ndakati no ku+truster munhu wenyama
skiri yeku dangerzone side nemaninja
ndakapinza skiri ndichijamuka kurambwa ne+babe
zvikanzi nema youths doctor mava k+mberi
vanondigaira vakagaira kut ndiri mu+sick
zvikanzi anomboita nezvei
ndikati doctor westaira ne+patten
vanomhanyisa rurimi kunge inini vangani
ndichakusvika ikoko
andife ndacheuka vanondi dissa ndichamukunda satan
hazvina kupera semukono ndakamira
Random Lyrics
- rowannn - outside 2 lyrics
- clean bandit & mabel - tick tock (vip remix) lyrics
- mhtresuno - malas intenciones lyrics
- nik morea - только ты и я (just you and me) lyrics
- vii - squelette lyrics
- путь к аптеке (the way to the pharmacy) - baby lyrics
- ovter god - a moment lyrics
- vons wrld - the money man lyrics
- 20 minutes til sunrise - serendipity lyrics
- stuts - pretenders lyrics