
freeman hkd - usandisiye lyrics
ahaha aaha
rudo irworwo
ahaha aaha
takabva tese mumadhaka
patakatangira tichikwidza makata babe
pandaihwanda mumashanga
ndichikutaimira kuti ndisaonekwe na daddy
usandiye nekuti kwatakabva kure yeyeye
usacheuke k+mashure, chingouya ndikubhabhure
ndega ndinonzwa kutya, huya pedyo neni tikurukure yeyeye
tondera k+mashure uchiti sly ndimirire ndikure yeyeye
zvakatanga semafani
tirik+musha patakasangana mubani
uchifudza mombe mbiri nembudzi one
ndikakutaudza ndichiti ndine plan
ukati mhinduro ichauya after 2 months
ndikak+mirira ah aha ha
k+makura ndaiuya usingandipe chance
ndikambokuchemera
kwatakabva tinokuziva tiri vaviri
pandaingove sly pasina mbiri
hauna kundidira gauro kana mavhiri
ndorudo rwechokwadi ndizvo zvazviri
usandiye nеkuti kwatakabva kure yeyeyе
usacheuke k+mashure, chingouya ndikubhabhure
ndega ndinonzwa kutya, huya pedyo neni tikurukure yeyeye
tondera k+mashure uchiti sly ndimirire ndikure yeyeye
wakura wapinda mutown
hauna k+makisa bodo kutora hunhu weku +44
pane chimwe chinhu one
handidi tichaye mapoto
ndoda zviotaurwe loud pamicrophone
kuti wakutorana
vanhu vakaungana (gozha)
vabereki vedu vonzwanana
uchave mai vevana
zviri pamutemo wema eredha
kuchata kwasly na babra
usandiye nekuti kwatakabva kure yeyeye
usacheuke k+mashure, chingouya ndikubhabhure
ndega ndinonzwa kutya, huya pedyo neni tikurukure yeyeye
tondera k+mashure uchiti sly ndimirire ndikure yeyeye
usandisiye, usandisiye uhuhu, uhuhu
k+mashuree, usacheuke uhuhu
sly ndimirire ndikure uhuhu, uhuhu
ahaa kabva kuree ohohoho
usandiye nekuti kwatakabva kure yeyeye
usacheuke k+mashure, chingouya ndikubhabhure
ndega ndinonzwa kutya, huya pedyo neni tikurukure yeyeye
tondera k+mashure uchiti sly ndimirire ndikure yeyeye
Random Lyrics
- shorio - bez dyma (без дыма) lyrics
- 雲浩影 (cloud wan) - 引我笑 (make me laugh) lyrics
- hixmusi - outty 5000 remix lyrics
- malcolm gets & norm lewis - just go lyrics
- aarne & toxi$ - пачки (snippet 18.05.2025)* lyrics
- ostava - stop lyrics
- shiestysob - get dipped lyrics
- tps7mouse - hui bctal lyrics
- eddy huntington - bang bang baby lyrics
- katori walker - choose love (jermaine) lyrics