
freeman hkd - vapfumi lyrics
ak something is a do for a living in mbare, hanik, play safe hkd
usangoti chese chawaona uno+admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig+ya
shanda zvako k+mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi+tryer
vacho vamunenge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w+ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu+life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma+top secrets avo avakavanza
w+ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu+life yako gutsikana
wawaona vane mazimotokari wongoti zvavo
asi hazvina kuuya nekuda kwesimba ravo
kuti vapfume pakashanda midzi nembash+to neropa vachiuraya hama dzavo
vanodiridza dzinde rerugare nemisodzi yevamwe kuti zvavo zvifambe
vamwe ndovanotengesera satan mweya wavakapihwa namwari kuti vazivikanwe
vane moyo yakaipa, patinonzwira vamwe tsitsi ivo vano+smiler
but still type yevanhu vakadai vakawanda vacho ndovanenge vane ndayi
vamunoti vapfumi vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w+ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu+life yako gutsikana
vamunoti vapfumi avo vane ma+top secrets avo avakavanza
w+ngu mira ndikuchune, nezvishoma zvaunowana mu+life yako gutsikana
ende hapana chavanoshaya, hapana paunovaona vakabata shaya
patinoti njuga dzakarema, patinochema+chema zvavo ndipo pazvinofaya
havakudze akatisika, vanotoshamisika patoti dai mwari matinzwa
hameno zvavanongozviita, pavanongozviisa hobho vavakakitisa
usangoti chese chawaona uno+admire
anacho akachiwana sei tanga wazvig+ya
shanda zvako k+mbira kubva kuna messiah
better kufa ndichi+tryer
vacho vamunge muchiti vapfumi
vanenge vaine makuva asingagume ari dhaza
w+ngu mira
Random Lyrics
- apollo the goat - hardcore lyrics
- chebsan - fire in the hood lyrics
- john blaq - romantic lyrics
- mgmt - dancing in babylon lyrics
- tolchonov & nueki - love heat (8d sped up) lyrics
- el drogas - gota a gota lyrics
- syntixo - jewerly lyrics
- mesq - guessed right lyrics
- mr.ginzburg - #овысоком lyrics
- лс (private message) - давай притворимся (let's pretend) lyrics