azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

gemma fassie - ndimi mwari lyrics

Loading...

[intro]
pavaiseka, pavaitaura
asi hazvina kundinetesa

[verse 1]
ini ndaingo dzengerera
nyika ino ndaingo tenderera
handina k+mira kunyengetera
nhasi uno ndava kupemberera wena
takazo kunda dutu wena
nhasi toimba makomborero
satan tamuita kanhanha
akange andivavarira wena

[pre+chorus]
ndinoda kukupa zvese
kwese kwandoenda
ndipei kutenda mwari
ndinoda kukuteverai
kwese kwandoenda
ndipei kutenda mwari

[chorus]
hupenyu hwedu hwuri mumaoko enyu
hamushanduke, zuro nanhasi
mwari makafanana nemuhumbi wehari
kuiumba kana kuiputsa
[verse 2]
kana dutu rikauya
i will sing hallelujah
handirase kutenda murudo rwake
ndinovimba naye
hakunakaita saye
for he is the great, i am

[pre+chorus]
ndinoda kukupa zvese
kwese kwandoenda
ndipei kutenda mwari
ndinoda kukuteverai
kwese kwandoenda
ndipei kutenda mwari

[chorus]
hupenyu hwedu hwuri mumaoko enyu
hamushanduke, zuro nanhasi
mwari makafanana nemuhumbi wehari
kuiumba kana kuiputsa

[bridge]
pavaiseka, pavaitaura
asi hazvina kundinetesa
kundinetesa
kundinetesa
[chorus]
hupenyu hwedu hwuri mumaoko enyu
hamushanduke
zuro nanhasi
mwari makafanana
nemuhumbi wehari
kuiumba kana kuiputsa

[outro]
ndimi mwari
timbe (timbe)



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...