
gurudhara - pamwe lyrics
intro
pachipamwe mhuri yezimbabwe, gurudhara ndadzoka!
verse 1
muharare matogara inzvimbo yakakura,
munevanhu vanofara ipi chero zvayo nguva,
even though iko kufara kuchiendesa k-makuva,
zvakaitika rimwe zuva,
ndakakwira chitima chaienda k-mufakose,
ndipo dhuma dhuma nemhandara yakanaka chose
ndakabva ndanyatsokuchonya,
ziso rekuruboshwe ndichiitira asandikanganwe
ndakaona ondidana nemunwe zvinyoro nyoro achiti swedera dhuze
ndakaswedera dhuze ndikamuzevezera munzeve dzake ndichiti,
unemashura ganda rako i think unogara mumvura
i think unogara mumvura
chorus
pamwe ndikamunyenga nemari achandifarira pamwe achafungaka kuti ndovhaira
pamwe ndikamunyorera tsamba achaitambira, pamwe oiverenga pamwe oipisa pamwe zvondimakisa,
pamwe kufunga kw-ngu , pamwe pamwe pamwe
verse 2
pakazosvika chitima,
kw-nga kwatosviba kwane rima
ndakamhanyira k-mberi ndikanomira pamukova and i said “handingadzorero tsvimbo cuz wegudo abata k-meso”
rega nditsike tsike zvese bapiro negumbo,
apa ndatsiga nzou mvuu iri hata,
nyangwe akava sanzu nemarara ndichakakata,
dont turn me down unenge wafuratira muchato,
nyatsonditarisa hona takafitana,
kutofitana senge chingwa nemazai,
ndichinge ndane mari uchanwa tea nema pie,
muimba yeround usandiudze urikurasika, usandiudze urikurasika
chorus
pamwe ndikamunyenga nemari achandifarira pamwe achafungaka kuti ndovhaira
pamwe ndikamunyorera tsamba achaitambira, pamwe oiverenga pamwe oipisa pamwe zvondimakisa,
pamwe kufunga kw-ngu , pamwe pamwe pamwe
pamwe mungafunge kuti ndirikungowanza nyaya ,
kurebesa munamato iro sadza richapora
mskana wandotaura pachimiro akakora
its either itype yangu or maybe itype yako
wekuti ukaona unozara nemufaro
but at the same time un-bva watya kuattacker , ndikamutanga,
achandi attacker vagosara vaine nyaya,
kunemerwa murambiwa hanzi anzwa nemadefeat
mabhebhi anomuramba k-muviga 10 feet
enda kuna save umbonogezwa munyama
pamwe zvingaite nani matanda mazungunutswa
iwo makunguwo akatya , akazofa mangani
chorus
pamwe ndikamunyenga nemari achandifarira pamwe achafungaka kuti ndovhaira
pamwe ndikamunyorera tsamba achaitambira, pamwe oiverenga pamwe oipisa pamwe zvondimakisa,
pamwe kufunga kw-ngu , pamwe pamwe pamwe
Random Lyrics
- los de la nazza feat. justin quiles - el party se formo lyrics
- new & improved - i'm done lyrics
- james fortune, fiya & william murphy - i need your glory (feat. william murphy) lyrics
- edward chen feat. agnes chen - nobody loves me like you do lyrics
- amazarashi - unplugged lyrics
- betty missiego - acércate más lyrics
- mahalia jackson - he's my light lyrics
- marquess - vayamos companeros lyrics
- electric six - vengeance & fashion lyrics
- the cactus blossoms - queen of them all lyrics