azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

holy ten - kudhara kwangu lyrics

Loading...

yeah, kudhara kw+ngu (ten)
yeah, samanyanga sounds [?]
kudhara kw+ngu

verse 1
ah, kudhara kw+ngu i was prolly really sweet
ndaitaura nevanhu ndevakuvadza nemaspeech
ndaiibaya kuchishanu kunofara k+mastreets
tainwa paraffin kujaira kusanwa tea
ndaimhanya madhiri ndai mhanya mhanya maningi
taitobata basa vachig+ya kuti vana vadiki
ndaizvitaura nachippy aindipasa matips
vanhu makaranga nhasi, mangwana atova magreeks

chorus
long story short, people change (gang)
if you cant see it uri dzenga
who is gonna be there zvakasheka
varikungoda mbiri yandameka nemasinhi andakatenga
ende ndakatozvioma kuti mazimba anoda pressure pasina zvavapledger
all they do is post a hundred pictures wakategwa
coz munhu wese anoda samas, magevha nemasalads

verse 2
cuz im panasonic pamapics
rappers catch feelings ana golie ana keeper
but handidye k+mba kwenyu hauna porridge yawandipa
i knеw had a calling thats why college ndaka skipper
evеry morning ndakasticker, tsvaga dhora rakavigwa
nemuroora akatsiga, tiri mumota yaka pimpwa and im sure that makazvinzwa
these days im really out of sight
coz im really tired of this behavior yema sociallites
vachingomuka varipalive
imi muchingomuka monotarisa muchivaraidzwa
haa, muchavapa time nemazirudo
vane madrugs mumusoro vane madrugs mumusoro
now someone’s mother is on the internet
varikurwa hondo vakatsamwa, busy sending threats (threats)
language yavo maihwe kani, its very tense (tense)
they can accuse of a story isina evidence
and the coporates dont care
its controvesial people doing projects all year
something in me got me feelling that is not fair
but ngatichiti zvamuri imi ngatichi ombera (ngatichi ombera)



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...