azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

khiama boys - kuva nemari lyrics

Loading...

[verse 1: nicholas zakaria & al!ck macheso]
kuva nemari kwakaipa, unoda kuomberwa, haudanwe nezita, asi kunzi baba

[verse 2: nicholas zakaria & al!ck macheso]
kuva nemari kwakaipa, unoda kuomberwa, haudanwe nezita, asi kunzi baba

[verse 3: nicholas zakaria & al!ck macheso]
kuva nemari handikukura kwete, mukuru mukuru kwatiri, ngatimukudzei

[verse 4: nicholas zakaria & al!ck macheso]
kuva nemari handikukura kwete, mukuru mukuru kwatiri, ngatimukudzei

[verse 5: nicholas zakaria & al!ck macheso]
tsika dzedu dzechivanhu, dzakapera kare pamusoro pemari, mari yakaoma

[verse 6: nicholas zakaria & al!ck macheso]
tsika dzedu dzechivanhu, dzakapera kare pamusoro pemari, mari yakaoma

[pre+chorus: nicholas zakaria & al!ck macheso]
zvido zvemari zvinogumbura zvakanyanya, varombo vave vanin’ina
zvido zvemari zvinogumbura zvakanyanya, vane mari ndanamukoma
kungave kuita pasi pano, dzingave tsika mhupenyu

[outro: nicholas zakaria & al!ck macheso]
zvido zvemari zvinogumbura zvakanyanya, varombo vave vanin’ina
zvido zvemari zvinogumbura zvakanyanya, vane mari ndanamukoma
kungave kuita pasi pano, dzingave tsika mhupenyu
kungave kuita pasi pano, dzingave tsika mhupenyu

Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...