killer t - misodzi yangu lyrics
[intro: k!ller t & bodyslam records]
bodyslam records
yomutswa, hot property
ayanaya four
[verse 1]
ndichazopemberawo pazvichiita
kuchema kw+ngu kwakayanyisa
vamwe havabatisire, vanokutarisa
ndichamboshingirira ndichayedza
[chorus]
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+nguwo
ndichamboshingirira ndichayedza
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+nguwo
ndichamboshingirira ndichayedza
[verse 2]
vanamukoma vakaparara
ndakangosara ndava nherera
amai vakanditi chisara
ndichamboshingirira ndichayedza
ndirimurima ndanzwa nekurasika
tipei chiyedza pamwe tosvika
zvakanaka tozvidawo, zvichishayika
ndichamboshingirira ndichayedza
[chorus]
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+nguwo
ndichamboshingirira ndichayedza
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+nguwo
ndichamboshingirira ndichayedza
[verse 3]
rega ndishingirire zvimwe ndosvika
simba ramakandipa ndozvisimbisa
ndichangomirirawo pazvichaita
ndichamboshingirira ndichayedza
nyangwe tikada kuchema tinonzwika naani?
nyangwe pazvinoremera ndinoudza ani?
ndioneiwo, anoda ndiani?
ndichamboshingirira ndichayedza
[chorus]
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+nguwo
ndichamboshingirira ndichayedza
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+nguwo
ndichamboshingirira ndichayedza
[verse 4]
vanamukoma vakaparara
ndakangosara ndava nherera
amai vakanditi chisara
ndichamboshingirira ndichayedza
ndirimurima ndanzwa nekurasika
tipei chiyedza pamwe tosvika
zvakanaka tozvidawo, zvichishayika
ndichamboshingirira ndichayedza
[chorus]
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+ngu
ndichamboshingirira ndichayedza
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+nguwo
ndichamboshingirira ndichayedza
[pre+chorus]
rega ndishingirire zvimwe ndosvika
simba ramakandipa ndozvisimbisa
ndichangomirirawo pazvichaita
ndichamboshingirira ndichayedza
nyangwe tikada kuchema tinonzwika naani?
nyangwe pazvinoremera ndinoudza ani?
ndioneiwo, anoda ndiani
ndichamboshingirira ndichayedza
[chorus]
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+nguwo
ndichamboshingirira ndichayedza
misodzi yangu haibude zvenhando
mumoyo mangu mune hondo
nhai mwariwe inzwai kuchema kw+nguwo
ndichamboshingirira ndichayedza
Random Lyrics