killer t - pavale lyrics
[intro: k!ller t & aya t]
hot property music, ha k+ma lighters
k!ller t (hee po, po, po, po, po, po)
ha inzwa unzwe
[verse 1]
maruva haadyiwe babe
saka iwe handei
ko zvenhema zvabvepi
iwe mhamha ini daddy
[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
[verse 2]
kana uchida mota ndinokutengera
kana uchida gomo ndinokutorera
asi ndine chinhu one chete chandinok+mbira
kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera
[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengеra maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavalе
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
oh, shoko reruda riya+riya randimhanyisa pfungwa
ndoda uzive chete zvandaironga
zvese zvauchataura mudiwa w+ngu inini ndanzwa
usadzoka k+mashure kuye kwatakabva
kunyangwe ndisipo mudiwa w+ngu usaita musikanzwa
ndinoda unditumbure kana ndatsika minzwa
[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
[pre+chorus]
kana uchida mota ndinokutengera
kana uchida gomo ndinokutorera
asi ndine chinhu one chete chandinok+mbira
kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera
[chorus]
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
ndiye akati achanditengera maruva pavale
iye akati achanditengera maruva pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
babe, usandisiya pavale
usandisiya pavale
Random Lyrics
- daniel leyva (mex) - bloqueada lyrics
- kmd label & zeballos - botellas lyrics
- fmаrk - $wag lyrics
- purverse - rest in piss (rudy diss) lyrics
- heller - ysl lyrics
- cg5 & or3o - our journey never ends (a pokémon song) lyrics
- proplushimself - i'm the plus lyrics
- metrickz - sonne lyrics
- the brighton taverners - railway hotel lyrics
- my little pony - equestria lyrics