lai gboy - zunza rmx lyrics
babie uri mufudzi ndiri hwai
kutamba kwaukuita wakadzikisa chipfuva
kunge wakabva kudubai
kupenya kwaukuita kuita kunge njuzu yemumvura
ndabva ndaramba ndiridzvoko(zunza)
kunyanya pawatamba amabhoko(zunza)
kusvetuka sekunge uritsoko(zunza)
ndabva ndashaya kana shoko(zunza)
aikaa tamba (tamba tone)
zvongonyoka semuramba(sheka tone)
haiwa iwe shanda
nhasi andirare pambap
i lyk yo dancestyle
aiwa ndoidaini
uneskiri rinovharisa the whole nyt
kunge dog style
aiwa mai kani
kunge vhiri uchitenderedza worst line
owewoweo huya imboswedera mkati
owewoweo tamba kusvika maskati
saka zunza zunza mazakwatira zunza
zunza ndabatirira zunza
boys mirai musamukanya
kuwaina kuita samukanya
aiwa unokunda tanya
pawatanga mamoves ndobva ndamhanya
vakuti urimuchina yee waita kuti vati zii
chiuno chako mushina yee ingonamirira pandiri
kufamba kunge watch ende baby une touch
wakapfeka zin0bata tight woo
ndati babie une art ende baby unе touch
wakakodzera kutora title
aikaa tamba (tamba tone)
zvongonyoka sеmuramba(sheka tone)
haiwa iwe shanda
nhasi andirare pambap
i lyk yo dancestyle
aiwa ndoidaini
uneskiri rinovharisa the whole nyt
kunge dog style
aiwa mai kani
kunge vhiri uchitenderedza worst line
owewoweo huya imboswedera mkati
owewoweo tamba kusvika maskati
saka zunza zunza mazakwatira zunza
zunza
Random Lyrics
- mariposa extension number - acne lyrics
- thrilldriver - barnburner lyrics
- pasto flocco - energy lyrics
- young threat - oblivion lyrics
- king nae - what u wanna do lyrics
- chocolate mc - corazoncito roto lyrics
- ai higuchi - 最初のグー (saisho no guu) lyrics
- alex keston - sides lyrics
- push baby - holding on is holding you back lyrics
- caskey - mcqueen fiend lyrics