azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lecko_blecko – one bhala lyrics

Loading...

intro
pruuuu disss
ngribum ngribum bum(rastafarian prayer)
mi di s-xy bwoi

verse
bhala bhala bhala bhala bhala 6ix ndipe bhodhoro one ndimboshamira
ngala ngala ngala ngala nezindudu paside marasta takatandara

chorus
one balla two balla
semurasta ndinokuza madhuduu
two balla three balla
ndinenge ndakuwona bby sechucky baboon!
sunga danda zibhadha
ndogona boyx kungo kungospreya perfume yedoom

verse
ndoda ngala kudaruka mkadxi w-ngu
ril rastaman burn it burn it
zvinondinakidza ndarohwa nemuziii
kufadza njere gribum bumbumbum
ndogara ndakabatwa everyday
pruuu diss
kugona rasta mondisungira baghedhi
burn it bwaa boom pum sh-lla

chorus
one balla two balla
semurasta ndinokuza madhuduu
two balla three balla
ndinenge ndakuwona bby sechucky baboon!
sunga danda zibhadha
ndogona boyx kungo kungospreya perfume yedoom

verse
harisi bhoe boyx broncho rinondidh0m-tsa
chero nuroad hembe ndogona kungokurura
ndakazobvunxa babe asi wamboummmh
ndakarohwa nemandudu ndaitoda k-mubvarura
ndinostikisa zvek-mbokanganwa momz
kudakwa bhachi sendamborova mapills
bronko kunaka sehmmm pemagyals
zi hubbly bubbly rinovhara macels

chorus
one balla two balla
semurasta ndinokuza madhuduu
two balla three balla
ndinenge ndakuwona bby sechucky baboon!
sunga danda zibhadha
ndogona boyx kungo kungospreya perfume yedoom

verse
ndoda ngala kudaruka mkadxi w-ngu
ril rastaman burn it burn it
zvinondinakidza ndarohwa nemuziii
kufadza njere gribum bumbumbum
ndogara ndakabatwa everyday
pruuu diss
kugona rasta mondisungira baghedhi
burn it bwaa boom pum sh-lla

back to chorus



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...