leonard dembo - kudya zvinonaka lyrics
[verse 1: leonard dembo]
kudya zvinonaka hunge washanda nesimba, zvine mubairo mukoma
(zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
kunwa mvura hunge wadya zvinonaka, zvine mubairo hanzvadzi
(zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
kugara zvakanaka hunge washandisa brain wo, zvine mubairo hanzvadzi
(zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
kugara zvakanaka hunge washandisa brain, zvine mubairo mukoma
(zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
kugara zvakanaka hunge wazvishandira zvisina ruchochoro mukoma
(zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
kugara zvakanaka hunge washanda nesimba, zvisina ruchochoro mukoma
(zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
kugara zvakanaka kunodadisa panyika mukoma
(zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
kugara zvakanaka kunodadisa pane vamwe hanzvadzi
(zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
[verse 2: leonard dembo]
shanda nesimba mukoma, ushandire musha wako
shanda nesimba mukoma, ushandire musha wako
shanda nesimba hanzvadzi, ushandire imba yako
shanda nesimba hanzvadzi, ushandire imba yako
chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
chirega kuora moyo, uchishandira mhuri yako
chirega kuora moyo, uchishandira mhuri yako
chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
Random Lyrics
- trueno (rus) - bottega veneta lyrics
- baslii - go again! lyrics
- martín piroyansky - porno y helado lyrics
- meetin - trap luv life lyrics
- jupiter(jpn) - inner dignity lyrics
- rei & ysy a - sin berretín lyrics
- yus gz - seizure boy lyrics
- stardust revue - 夢伝説 (yume densetsu) lyrics
- whitney campbell - sanctified shadows lyrics
- sumatazora - i said you don't know my name lyrics