leonard dembo - kufa vachitambura lyrics
[chorus: leonard dembo]
kana ndorangarira vana ve zimbabwe pachinhoyi vakafa vachishupika ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
kana ndorangarira vana ve zimbabwe pachinhoyi vakafa vachitambura ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
ini ndorangarira vana ve zimbabwe pachimoyo vakafa vachishupika ava,(misodzi in0buda kana ndorangarira)
ini ndorangarira vana ve zimbabwe panyadzonya vakafa vachitambura ava,(misodzi in0buda kana ndorangarira)
kune dzimwe dzimba dzakatorova pachinhoyi vakasiya vana nherera ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
kune dzimwe dzimba dzakatorova pachinhoyi vakasiya mai na baba ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
kune dzimwe dzimba dzakatorova panyadzonya vakasiya vana nherera ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
kune dzimwe dzimba dzakatorova pachimoyo vakasiya mai na baba ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
[chorus: leonard dembo]
kana ndorangarira vana ve zimbabwe pachimoyo vakafa vachitambura ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
kana ndorangarira magamba ezimbabwe pachinhoyi vakafa vachitambura ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
kana ndorangarira magamba ezimbabwe pachimoyo vakafa vachishupika ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
ini ndorangarira vana ve zimbabwe pangoroma vakafa vachishupika ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
kune dzimwe dzimba dzakatorova pachinhoyi vakasiya vana nherera ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
kune dzimwe dzimba dzakatorova pachimoyo vakasiya mai na baba ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
kune dzimwe dzimba dzakatorova pangoroma vakasiya vana nherera ava, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
ini ndorangarira magamba ezimbabwe apo pa hero misodzi in0buda iyi, (misodzi in0buda kana ndorangarira)
Random Lyrics
- meech (can) - backpack lyrics
- james the seventh - colossal slay lyrics
- nilluos - sprite lyrics
- ari wilde - divergent lyrics
- fourth floor collapse - someone else to blame lyrics
- tiësto & dzeko - jackie chan (david puentez remix) lyrics
- baraban - м.д.ж. (p.f.g.) lyrics
- ehwah & alistair alvin - talk sick lyrics
- fxfab - monster lyrics
- @ilymeedy - дисс на бывшую (snippet 11.10.2025)* lyrics