leonard dembo - shiri yakangwara lyrics
[chorus: leonard dembo]
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga kuti
pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga
kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
inokandira mazai akafanana nevhu
iyo hurekure kuti vanhu vasaona, ngwara iwe
[chorus: leonard dembo]
shiri yakangwara inovaka dendere rayo nguva iripo iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
mujuru unovaka imba yawo mvura isati yaturuka iyo
mwana iwe, newewo ngwara iwe
kondo inovaka imba yayo pamanhenga
kuti pasawana anotora vana vayo, ngwara iwe
zano rako chete, ndiro guru pak+misa bango rako
zano rako chete, ndiro guru pak+misa musha wako
hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunoronga
hana yako chete, ndiwo musimboti wezvaunofunga
zano rako chete ndiro guru pak+misa bango rako
Random Lyrics
- jamie miller - untie the knot lyrics
- lyb coca - растворимое (instant) lyrics
- roundliver - пакажы мне свае грошы (show me your money) lyrics
- caleb von - waiting lyrics
- kangziwon (강지원) - pasta24 lyrics
- vxnomthemenace - myers lyrics
- richard sallis - my old unexpected friends lyrics
- dead on sight - cyber caravan lyrics
- keefa (rap) - asala (ඇසල) lyrics
- mujeres - cardio y caladas lyrics