
leonard dembo - vane mazita ngavaremekedzwe lyrics
[verse 1]
amai mwana imi munoposha chokwadika
amai mwana imi munoposha chokwadika
munotuka baba vangu ndisipo
munotuka baba vangu ndisipo
paripo pakaperera shungu dzangu amai mwana
paripo pakaperera shungu dzangu amai mwana
ndati tukai zvenyu ndisipo shungu dzipere
ndati tukai zvenyu ndisipo shungu dzipere
honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe chokwadika
vana vane mazita evakuru havatukwe
chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
vana vane mazita evakuru havatukwe
chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru
vana vane mazita evakuru havatukwe
chokwadika vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
vana vane mazita evakuru havatukwe
chokwadika vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
vana vane mazita evakuru havatukwe
chokwadika vana vane mazita ngavaremekedzwe chokwadi
vana vane mazita evakuru havatukwe
honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
vana vane mazita evakuru havatukwe
honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru
vana vane mazita evakuru havatukwe
[verse 2]
amai mwana imi munoposha chokwadika
munotuka mbuya vangu ndisipo
paripo pakaperera shungu dzangu amai mwana
ndati tukai zvenyu ndisipo shungu dzipere
honaika vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru
vana vane mazita evakuru havatukwe
chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe amai mwana
vana vane mazita evakuru havatukwe
mukati pwaka mbama masvoraka baba vangu (vana vane mazita evakuru havatukwe)
vana vane mazita evakuru havatukwe
mukati futseke marerutsa baba vangu (vana vane mazita evakuru havatukwe)
vana vane mazita evakuru havatukwe
chokwadi vana vane mazita ngavaremekedzwe vakuru
vana vane mazita evakuru havatukwe
honai ndivo vachava vakuru vamangwana (vana vane mazita evakuru havatukwe)
vana vane mazita evakuru havatukwe
mai mwana vana vane mazita ngavaremekedzwe chokwadika
vana vane mazita evakuru havatukwe
nyarai
vana vane mazita ngavaremekedzwe
svodai
vana vane mazita evakuru havatukwe
nyarai
vana vane mazita ngavaremekedzwe
svodai
vana vane mazita evakuru havatukwe
nyarai
vana vane mazita ngavaremekedzwe
svodai
vana vane mazita evakuru havatukwe
Random Lyrics
- quick - sticla-n bot lyrics
- brooke lee (country) - head in the clouds lyrics
- c0dy - alone lyrics
- leo robinson - the spring lyrics
- yoshiolo - aquarius lyrics
- jojo lafrance jr - fuck you fuck everybody lyrics
- ameer vann & merlyn wood - ride lyrics
- engin - stillgelegte tränen lyrics
- kew+p - sleep ❥ lyrics
- noice - varför just jag? lyrics