
leonard dembo - varaidzo lyrics
[chorus]
hoo, dhiya w+ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w+ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chavanokuvengera iwe dhiya w+nguka
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
(varaidza mwana, varaidza mwana)
[chorus]
hoo, dhiya w+ngu varaidzo ndinyaradzewo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w+ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w+ngu varaidzo chinyarara iwe
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chavanokuvengera iwe dhiya w+nguka
(varaidza mwana, varaidza mwana)
handina chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w+ngu varaidzo chinyarara iwe
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w+ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
[verse 1]
ehuhuwe nyarara mwananguwe
mwana wochema nyarara mwananguwe
wochemera mai vakaenda nyarara mwananguwe
vakaenda hurumatendera nyarara mwananguwe
hurumatendera kune banga jena nyarara mwananguwe
banga jena rekucheka nyama nyarara mwananguwe
nyama kwayo ndeyaparuware nyarara mwananguwe
yepasi inozara mavhu nyarara mwananguwe
ehuhuwe nyarara mwananguwe
Random Lyrics
- kali uchis - eso te mata lyrics
- kader diaby 4real - un2trop lyrics
- mоzi - пnздат lyrics
- kid soul - rampage lyrics
- senza boy - zbxvx rbnx lyrics
- haruwei - shukusei!! loli kami requiem! (rus cover) lyrics
- danny byrd & higgo - let u know (higgo remix) lyrics
- osmoz - la cible lyrics
- deepflow & jjk - homing instinct lyrics
- wekko - mashup week lyrics