
mabees - ukurwei lyrics
(intro)
mabees in the studio turn me up
woke up in the morning ndakarohwa ne codaine
gevha raita mari usabvunze kuti nei
cause hustle tinorova usabvunze kuti rei
cause towana mari everyday hatishande nezve pay
hatiite zvema b+tches toita zvana bae
garai muri loyal chipfambi chikubvei
hapana wandananga hameno ukurwei
watonyumwa bere usati ndera ray nhai
(chorus)
ukurwei nhai
wafutei nhai
waputei nhasi
ndo mangemba aye
ataiti rega zviri early zvisazochinje nhai
gevha rine love kune vake momz so
ukurwei x8
(verse)
kupfeka hembe dzemubhero wototi ndo drip
iwe ibvapa n+gga uri cheap cause hembe hauna
apa bag hauna
apa cash hauna
uchafa netsaona
give us respect takakurira ku ghetto
life was so hard zvema babe had to let go
coz vaitidya vanga vari bad though
zvaive zvibage ma babe ana bheto
came from the trenches ndakakurira ku m
dont say you relate cause ye we not the same
tikazoenda suburb takazara flame
taizviti tinopisa now toti d+mn
ukurwei x8
cause hembe hauna (saka iwewe ukurwei)
apa bag hauna (iwe ukurwei)
apa cash hauna (saka iwewe ukurwe)
apa bling hauna (so ukurwei)
hona hauna (bag ukurwei)
hona hauna (cash ukurwei)
hona hauna (gang ukurwei)
uchafa netsaona (ukurwei)
outro
freestyle session mabees the great you cant relate
Random Lyrics
- comunidade católica shalom - god has humbled himself lyrics
- weekend violence - paranoid parrots lyrics
- oshen (usa) - 俺はbumi lyrics
- rager - de la force pour les frères lyrics
- gabrielle castanha - bangy queen lyrics
- stejr & n.y.n. (michael harrison) - boy all you do lyrics
- sequencyyy - как так (how is it?) lyrics
- westside tbot - i wanna be with you lyrics
- jaures - plus jamais la dalle lyrics
- rich krueger - girls go for arse'oles lyrics