azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

mawo zw - mwana wevhu lyrics

Loading...

[intro]
yeah, pajecha
panoda utombongwarira w+ngu
panotoda kutombopinda mulecture
never trust any lady, w+ngu
chimboconsider future
and i know uri kudya
but i feel uri kutya
k+musiya, + wakabhaizwa ne snapchat
tozviziva kuti uyu

[chorus]
mwana wevhu
deep down mozviziva rasta hapana rudo makatenga love
ndotype inoimba muchurch pinda mumastreets unokwenya ndebvu
waiona yakapfeka kamini skirt mari ichitsvagwa rough
mwana wevhu
aiwa haumbomugona
i know there’s plenty of fish in the sea but ndotype yek+medza kajonah
ati ndawana ka tsvarakadenga hanzi mwana imboma
inzwai mukoma
mwana ari pabasa
undercover ari kungwavha

[verse 1]
zviri pointless
ukapedza xul, wave useless
—jobless
apa hauna muface
chatosara kutocheka skirt
ig kufor you page
k+maavenues nekuwestgate
achivhima vana mr keep changе
vana samaz vema big badge
ukamuona w+ngu…
chitodedеra
unofana kunzwa ganda k+merera
mari inoenda ukasara wakarembera
first thing kachatanga kukuactera
tym tym unofa usati wachembera
suicide — kana virus ku yekera
tora advice usati watipengera
seatbelt rinoiswa usati wabondera
[verse 2]
anomhanywa neshasha mwana uyu kunge beat rableq (boy)
kunge e+creater bbie uyu akambochemedza vamwe kablaz
ndiye akaita tocky aende nenyika and haasati adzoka nanhas
ah iwe dak+mutanga + udak+mutanga w+ngu, iwe uchiisa pondo mugas…
uh+fu
uyu mwana wevhu yu
anoda madhara ematumbu
anokupedza skiri 2 minutes kunge comment section yepazimceleb
kutsva kwendebvu
tombodzimura maex ake kurehab
haasimudzwi nenyope, anoda homwe yopedza bhora kunga salah wekuliverpool
cuz uyu…

[chorus]
mwana wevhu
deep down mozviziva rasta hapana rudo makatenga love
ndotype inoimba muchurch pinda mumastreets unokwenya ndebvu
waiona yakapfeka kamini skirt mari ichitsvagwa rough
mwana wevhu
aiwa haumbomugona
i know there’s plenty of fish in the sea but ndotype yek+medza kajonah
ati ndawana ka tsvarakadenga hanzi mwana imboma
inzwai mukoma
mwana ari pabasa
undercover ari kungwavha



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...