mc dolch - tiri mu club lyrics
go go go
shoti
chimbo ndiratidza
ndiwe une yese
zvaunoita
taisa zvibhodhoro
patafura
zvaka zara
zvimwe zvichi pfachukira
nhai vasikana ndine mubvunzo
sei vamwe vakagara
simukai mutambe
muclub hamugare
madi dzokera kumba munorara zvenyu
show me what you working with zvinhu zvazvenyu
make that -ss clap
round of applause
no hands
i just bought you a bottle
i’m living life everyday
gan’a lifestyle e yolo_tour (ytg my niggar)
you only live once
pamabhebhi ndiri traveler
yh i’m always on tour
ndogara ndichi famba famba
kuzimbabwe nyika yedu
yes pane basa
verse rinebasa
musandi bvunzwa ndobvakupi
.
commarade ndipe nzeve
ndimbo kurumai nzeve
mukadzi uyu queen
anoita
kunge asingaite
iwe garwe
saka tora dhora
wonyatso ri bhedhenhura
umbo ona zvarakanyorwa
hazvidi kutemerwa nyora
kudzwisisa zvarakanyorwa
tofonera governor
werbz
atipe mari yedu
tobvisa zvimabond
because by constitution
handina bond nema notes
different time line
todzosa dhora
muconstituation
takawirirana
kuti zvipokozvese
zvinoita dhora
poritizhen
togadzira
zigreat zimbabwe
pamwe nevana varo
zikughost busters
pabepa
rinodhisapisa zvipoko
motsi zvichikwira
pihwai madhora
pindura dollar
in da club
vasikana
edyai madhora
nhongai madhora
bhodhoro e
60 magate
wacha madhora
muudze
usandibate
60 magate
wacha madhora
tengai zvibhomba
sungai zibhomba
tirohwe nemagetsi
ndiri paghetto
usinga ndizive
musandi taure
usingandi kete
usandi denha
ndofonera munhu
mupfana wepa ghetto
rekumarondera
huya uri nyamheni
panoita mhere
takupfudza
wakarara mutemberi
gore ra2008
handitomboda kuriona futi
nepfuti dzemasolder
murikukwadza mhuri
muchibira ma solder
ndiri musolder
kutonga kwaro
pamba penyu
ndiri garwe
zvine coup
ndotora mabhebhi enyu
hanzi dolch
that’s not cool
so zvinei neni
mukavavhunza
vanoku udza
ndovapedzera
ana pmula
ndinovapeta
mastandarts ndaseta
ndikunzwe futi
nevoice radoctor amai
uchiti
zimhiphop inobhohwa
muri mu
ndiri chidoctor
ndiri ziplayer #paulpogba6
handisi keeper
david de gae
world cl-ss player
ndine game
ndiri chipoch (pochetino)
ndo attacker
handizi pep (pep gaudiola)
tiki taka
pamabhebhi no no
bhora mugendi kunge
stoke
ndiyani anondi mwisa
ndino defender ………………
Random Lyrics
- claver gold & dj west - oggi non mi va lyrics
- ramoon - central gang (remix gucci gang) lyrics
- dram - cash machine lyrics
- choo jackson - doesn't matter lyrics
- lori meyers - evolución lyrics
- virvum - tentacles of the sun lyrics
- roosevelt - hold on lyrics
- flightgawdluxxi - run threw it lyrics
- wasionkey - whatido lyrics
- ardy - realest lyrics