memovillah bae - vanondinyepera lyrics
intro
miss memovillah oohh
babe vanondinyepera
babe vanondinyepera
chorus..
vanondinyepera
vanondinyepera
vanondinyeperaa. ohh my babe
vanondinyepera;
vanondinyepera
vanondinyeperaa.. ohh my babe
verse 1
hanzi anoda zvinhu
tionerei
zvikanzi ahaana hunhu
an-bvepiko
babe varikundisaiza
babe varikundivenga
chorus..
vanondinyepera
vanondinyepera
vanondinyeperaa ohh my babe
vanondinyepera
vanondinyepera
vanondinyeperaa. ohh my babe
verse2
vanoda tiparadzane
vanehutsinye babe
vanoda kuona babe
tichitukana chete
sikiza nakupenda
sitaki uende mbali
sikiza nakupenda
sitaki uende mbali
chorus
vanondinyepera
vanondinyepera
vanondinyeperaa ohh my babe
vanondinyepera
vanondinyepera
vanondinyeperaa oooh my babe
verse 3
hanzi anoda zvinhu
tionerei
zvikanzi ahaana hunhu
an-bvepiko
babe varikundisaiza
babe varikundivenga
chorus
vanondinyeperaa ohh my babe
vanondinyepera
vanondinyepera
vanondinyeperaa ohh my babe..
the end
Random Lyrics
- shawn mendes - the only reason i came to this party lyrics
- the obs (band) - my protection lyrics
- semdó - ego sum lyrics
- marlon jackson - something coming down lyrics
- bigger better sun - 2k lyrics
- kiliseler ve liseler - münacaat lyrics
- bruce springsteen - pay me my money down (live in dublin) lyrics
- export ghost - by any means lyrics
- danny spanos - molly lyrics
- rené, l'enfant - on & on lyrics