
minister michael mahendere feat. direct worship - kunaka kwenyu lyrics
jeso
jeso
makatendeka mwari w+ngu
munoshandura kuchema wova mufaro
iko hakuna chinhu chinokukonai
oh jesu
ndinoona kunaka kwenyu
makatendeka mwari w+ngu
moshandura kuchema wova mufaro
hakuna chinhu chinokukonai
oh jesu
tinoona kunaka kwenyu
saka tinoona kunaka kwenyu
kunaka
tinoona kunaka kwenyu
kunaka
muhupenyu hwedu
kunaka
muhupenyu hwedu
kunaka
isu tinoona kunaka kwenyu
kunaka
tinoona kunaka kwenyu
hey, oh jesu
tinoona kunaka kwenyu
hallelujah
jeso
jeso
jeso
jeso
munoita minana mwari w+ngu
moshandura kuchema wova mufaro
hakuna chinhu chinokukonai
oh jesu
tinoona kunaka kwenyu
munoita minana mwari w+ngu
moshandura kuchema wova mufaro
hakuna chinhu chinokukonai
oh jesu
tinoona kunaka kwenyu
saka isu tinoona kunaka kwenyu
kunaka
tinoona kunaka kwenyu
kunaka
muhupenyu hwedu
kunaka
mumhuri dzedu
kunaka
mwari tinoona kunaka kwenyu
kunaka
tinoona kunaka kwenyu
oh jesu
tinoona kunaka kwenyu
isu tinoona kunaka kwenyu
kunaka
tinoona kunaka kwenyu
kunaka
kunaka
mwari makanaka
kunaka
tinoona kunaka kwenyu
kunaka
tinoona kunaka chete
oh jesu
tinoona kunaka kwenyu
jesu
saka isu tichaona kunaka kwenyu
kunaka
tichaona kunaka kwenyu
kunaka
mugore rino
kunaka
nerinouya
kunaka
mwari tichaona kunaka kwenyu
kunaka
tichaona kunaka kwenyu
oh jesu
tinoona kunaka kwenyu
mwari tichaona kunaka kwenyu
mugore rino
kunaka
nerinouya
kunaka
tichaona kunaka kwenyu
kunaka
muvana vedu
kunaka
vachapasa kuzvikoro
kunaka
van0budirira
kunaka
tichaona kunaka chete
Random Lyrics
- kenis - un po' ridere lyrics
- franciskao el diex - el sapo y la princesa lyrics
- small hoop - b lyrics
- ogee - quand tu me mens lyrics
- carly rae jepsen - fill a heart lyrics
- left lane didon - transition lyrics
- muze sikk - enter lyrics
- blue stahli & danny cocke - upgrade [rewired by hyper] lyrics
- gxthickagura - questions lyrics
- twisted black - secrets lyrics