muzzy d pilot - sorry lyrics
intro
babe i’m sorry, mr mr
mr enough, mr mr
mr greenston yea, mr mr
maly pon di version
hook
majoma akati sorry is a sorry word
but inini ndirikurevesa [uuuuuhuh]
ndosaka ndafona nepakati pehusiku
kuti uzondinzwisisa [i’m sorry]
chorus
i just wanna say sorry
pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
[sorry]
pawaimbotryer kuda kundifadza ndisingazvioni
[sorry]
please babe, chindinzwawo babe
i just wanna say sorry
pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
verse 1
waimbondikwadza nelove [nelove]
ipapo babe ndokupa manuff [manuff]
but ndaisagutsikana newe [gutsikana×2]
ndaingoramba ndichikucheater rough [cheater rough]
zvandaimboita babe so ka
ndaikukicker sebhora resoccer
waingoshingirira, ndichikutsikirira
aiwa sorry babe dzoka

verse 2
asi sometimes, ndombotryer kunzwisisa wani babe
chidzoka usipo ma1 babe
ndichaita nani uya mwana 1 babe
chindinzwawo babe
asi sorry sorry sure
ronda racho haringapori sure
usakate fone ruva
ndakusuwa harisi guhwa
chorus
i just wanna say sorry
pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
[sorry]
pawaimbotryer kuda kundifadza ndisingazvioni
[sorry]
please babe, chindinzwawo babe
i just wanna say sorry
pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
verse 1
waimbondikwadza nelove [nelove]
ipapo babe ndokupa manuff [manuff]
but ndaisagutsikana newe [gutsikana×2]
ndaingoramba ndichikucheater rough [cheater rough]
zvandaimboita babe so ka
ndaikukicker sebhora resoccer
waingoshingirira, ndichikutsikirira
aiwa sorry babe dzoka
chorus
i just wanna say sorry
pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
[sorry]
pawaimbotryer kuda kundifadza ndisingazvioni
[sorry]
please babe, chindinzwawo babe
i just wanna say sorry
pandaikubata rough, ndichikuudza rough sorry
https://soundcloud.com/muzzy_d_pilot247/muzzy+d+pilot+sorry
https://www.youtube.com/playlist?list=olak5uy_kcrmn864h1xkagnmvrghhxnrd4v0jmg6w
Random Lyrics
- t-lost - pain lyrics
- tom hooker - don't forget (to buy this record) lyrics
- mona mula - mula like mona lyrics
- bispo - tu até tens piada lyrics
- a boogie wit da hoodie - mac out lyrics
- past the perimeter - catch a little buzz lyrics
- ify alyssa - what about us? lyrics
- r.e.m. - houston (live in london) lyrics
- chris yonge - unknown lyrics
- b'z - 美しき世界 (utsukushiki sekai) lyrics