azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ndi kacee – mukanya lyrics

Loading...

[intro: narrator & (sriic)]
thoma-tho-tho-tho
thomas mapfumo
is a musician, (huh) of extra-ordinary fame
in his homeland, zimbabwe
(huh)
(kacee)
(tell’em wah deh case)
(tell these oans)
lemme tell these oans
imma tell these oans
(kacee)
(tell’em wah deh case)
tell’em wah deh case

thoma-tho-tho-tho

[pre-chorus]
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
pfura mudhara mukanya

[chorus]
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya

[verse 1]
pembererai ndazotora
hollup tell’em
vaudze ndazotora
mupfanha uye wamaishora
kacee tell’em
dhara riye razokora (wah deh case)
maghetto ballers pama bridge
mashot callers maborn free
kura mahara waiketa
mastreet ballers ana steve
we ain’t no dreamchasers ana meek
zvekurara takapeta
i do zvinondispaka (zvinondispaka)
yes i do zvinondinakidza (nakidza)
and i don’t give a f-ck (i don’t!)
kana iwewe zvisingakunakidze (nakidze)
and they go all around vachiprata vachisasisa
hanzi hey anovhaira, ane mabars, anosasisa
tr-trynna mess with a n-gga but you can’t do jack
dawg i’m real cl-ss like a brand new merc
i am the only bad n-gga who made good b-tch twerk
haana basa but she made her big booty work (big booty work)
(tell’em, wah deh case)
haana basa but she made her big booty work
tell’em (wah deh case)

thoma-tho-tho-tho
thomas mapfumo

[pre-chorus]
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
pfura mudhara mukanya

[chorus]
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya

[verse 2]
mukanya ndapinda
nebhobho ndapinda
the president in this sh-t
sabobo ndapinda
grim oans with me akasimba machinda
you can’t f-ck up with me
ndakasimba mahindra
uh!
d-mn ndine mac-10
apa skiri randinaro ndera ben 10
apa matrophies andinawo ndine 10-10
apa mabhebhi andinawo ndine 10-10 too…
(10-10 too..)
sh-t, musatikwadze mukanya (kwadze mukanya)
musatikwadze mukanya (kwadze mukanya)
sh-t, musatikwadze mukanya
ndik-mixer mabars ndevemahumbwe madhaga vachikanya
zvangu zvine musoro huyai mundigere (ndigere)
kalifestyle dope zvedu tigere
sengiphambili kuphambili ndak-mberi kwek-mberi
this is clique h2oly team rakuseri
(team rakuseri, team rakuseri)
my clique h2oly team rakuseri
(team rakuseri, team rakuseri)
tell’em

[pre-chorus]
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
hakuna anopfura madhara
(pfura madhara)
pfura mudhara mukanya

[chorus]
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya
hakuna anopfura madhara (pfura madhara)
(pfura madharaaaaa)
pfura mudhara mukanya

[bridge]
eeeh musatikwadze
musatikwadze
kwadze mukanya
oooh yeah musatikwadze
musatikwadze
kwadze mukanya

pavanotangira ndipo pamagumo, avo
pavanotangira ndipo pamagumo, avo
pavanotangira ndipo pamagumo, avo
pavanotangira ndipo pamagumo
avoo

musatikwadze
kwadze mukanya
musatikwadze
kwadze mukanya
musatikwadze
kwadze mukanya
tell’em

musatikwadze
kwadze mukanya
musatikwadze
kwadze mukanya
musatikwadze
kwadze mukanya
tell’em

[outro]
(snippet: thomas mapf-ko)



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...