azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

nicholas zakaria - ndine mubvunzo lyrics

Loading...

[verse 1: nicholas zakaria & al!ck macheso]
varume+ee+ee ndave nemubvunzo, chinonzi rudzi chiiko? ini zvandinetsa zvandinetsaaa

mwari vakasika vanhu vaviri, mukadzi nemurume havana kusika rudzi vakasika chinonzi munhu

komungomani akabva nekupikoo
komuzeruru akabva nekupikoo
komuchikunda akabva nekupikoo
komundevere akabva nekupikoo
kuvanemarudzi ndiko kwakakonzera, kutsvinyirana, kusarura pasi rose nekuda kwemarudzi

[verse 2: nicholas zakaria & al!ck macheso]
baba tisarurireiwooo pfungwa
baba tisarurireiwooo pfungwa
mwari tisarurireiwooo pfungwa
mwari tisarurireiwooo pfungwa

[chorus: nicholas zakaria & al!ck macheso]
chatinotsvaga chiiko varume+ee+ee, tsitsiii rudooo, ndivo zvingatotibatanidza

hapana anonzi ndiye wekw+ngu munhu wese ihama yako, hapana hapana chinonzi rudziii

Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...