nowizz - kukubataruff remix ft lyrics
nowizz
kukubataruff remix ft fidel lyrics
girl you mine girl you mine girl you mine
girl you mine girl you mine girl you mine
intro nowizz_h-llo h-llo 99 is gone, new mellenium is here now, mm lets go girl
verse_nowizz
so legit yea, dzimwe nguva ndaikwarira mukati, ndingakuudzesei vaigarira kufront, church yapera vainanga pa yard, ndangandakabatwa ndichivapa mari yebhazi, week 3 ndakarova show kuzara kunge fazhi, ndiye uyo akurova ka dhanzi, akabaka kunge pawanikwa vhati, ighetsi anospaka ndavhunduka mukati, ndadzika padhaza pa stage pana pastor g, actually she dancing on a constantly boys dzangu anestayra honestly ndiye one ungati monopoly, show yapera manje week 3 ka sunday we gotta drive back in hyndai, all i wana do for you is to show you lil girl that im here for you lets go
chorus_nowizz
handingambokubata ruff, handingambokubata ruff
zviri nani ndife, ndisina kukubabataruff, ndisina kukubata
ruff love yako iri fair girl you mine girl you mine girl you mine girl you mine girl you mine girl you mine
fidel verse
ndingori mufesi wemadhudhucha
baby usafunge kuti ndichakucheater inini newe tichachata tichachata my girl pamberi pe chita
ukandida ndengenda achiever saka rudo senda kuno baby ndareciever
ini newe toenda k-musha tonodya muriwo wekufusha
nowizz_bridge
girl you mine girl you mine girl you mine girl you mine girl you mine girl you mine
chorus_nowizz
handingambokubata ruff, handingambokubata ruff
zvirinani ndife ndisina kukubataruff
ndisina kukubataruff love yako iri fair, girl you mine girl you mine girl you mine girl you mine girl you mine girl you mine
Random Lyrics
- chief chinchilla a.k.a. j-zone - hey mon brew lyrics
- plantboi - i lost my bro lyrics
- frank turner - love forty down lyrics
- hussein fatal - friday lyrics
- dj khaled - f*** the other side lyrics
- la fouine - à la youv lyrics
- division of laura lee - lax lyrics
- florence + the machine - mother lyrics
- mc piri - atrae cosas buenas lyrics
- lewxs - lies lyrics