oliver mtukudzi - asina ndiani lyrics
[verse 1: oliver mtukudzi]
inga amai vaiti munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
ndiamai vaiti munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
[verse 2: oliver mtukudzi]
rega kutsvinya mwanangu, munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
kana chirema, munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
[verse 3: oliver mtukudzi]
apfume seiko, munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
nyangwe murombo, asina kubarwa ndiani
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
kana kapfupi, asina kubarwa ndiani
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
[verse 4: oliver mtukudzi]
inga amai vaiti munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
ndaonde seiko, munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
nyangwe chikobvu, asina kubarwa ndiani
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
asina kubarwa ndianiko, munhu munhu chete
(munhu munhu, asina kubarwa ndiani)
Random Lyrics
- mussa - rap com 70 personagens dos simpsons lyrics
- corey finesse - no suburban [remix] lyrics
- j'von - not good enuff (outro) lyrics
- ashanti - helpless lyrics
- amberlee (country) - one more breath lyrics
- miri - from lyrics
- mic renaissance - ode to jehiel lyrics
- sundara karma - symbols of joy & eternity lyrics
- brandon flowers - i can change (kill them with colour remix) lyrics
- jayangelo - do not disturb (remix) lyrics