azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

oliver mtukudzi – mbabvu yangu lyrics

Loading...

nhasi uno iwewe, ndorembera pauri
wazadzisa hupenyu hw-ngu, w-nga uri gasva
makore mak-mi nemana anoraudzira, ndichishaya chimiro
wazadzisa hupenyu hw-ngu, w-nga uri gasva
uchiziva kufumuka kw-ngu, kushaya chiremerera pane vamwe
wazadzisa hupenyu hw-ngu daisy w-nga uri gasva
iwo marehwa rehwa evanhu, pauri ndo paanosvikira
wazadzisa hupenyu hw-ngu iwe, w-nga uri gasva

kungonzwa kuti tapesana, vanorova dendera
pandino netseka, ndiwe wega uripo
pese pandinosuwa, vanorova dendera
kuzoti muhurovha, ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo

“ndiwe svovi yangu ndiwe,— oliver mtukudzi

nhasi uno iwewe, ndorembera pauri
wazadzisa hupenyu hw-ngu, w-nga uri gasva
makore mak-mi nemana anoraudzira, ndichishaya chimiro
wazadzisa hupenyu hw-ngu, w-nga uri gasva
iwo marehwa rehwa evanhu, pauri ndo paanosvikira
wazadzisa hupenyu hw-ngu daisy, w-nga uri gasva
pandinotadza, nepandino natsa
wazadzisa hupenyu hw-ngu, w-nga uri gasva

kungonzwa kuti tamarana, vanorova dendera
pandino netseka, ndiwe wega uripo
pese pandinosuwa, vanorova dendera
kuzoti muhurovha, ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo

ndiwe mbabvu yangu ndiwe,
ndiwe svovi yangu ndiwe,
ndiwe mumwe w-ngu ndiwe
ndiwe wega uripo