
steve yp - ndokuudza sei lyrics
[produced by urboi jocka]
[verse 1: steve yp]
nda typer “lol” but i’m really serious
i can be a warrior for you like khama billiat
‘cos wakapenga uri one in a billion
i ain’t tryna flatter you girl handisi kukusimbisa
wakagarira chipo, zvaunazvo izvi ndipowo
you know i’m bad kunge sauro but for you i can be paul
unoziva i tried to call, but i guess you never picked up
ughh haizi pressure though i’m really glad to see ya
munhu wese was created but iwewe wakasikwa
you must be cough syrup ‘cos i think ndaku sticka
unodhingura chikero, you ain’t cheap kunge bhero
is this love? is this l-st?
i don’t know but all i know is…
[bridge: lloyd soul]
you the type of girl i’ve been looking for
you the type of girl i was waiting for
but i don’t know whats wrong with me
ohh girl, ‘cos…
[hook: lloyd soul]
ndashaya kuti ndokuudza sei
ndashaya kuti ndozvitaura sei
ndashaya kuti ndokuudza sei
baby mwoyo w-ngu waperera pauri iwe ohh
baby mwoyo w-ngu waperera pauri iwe ohh, now you know girl
ndashaya kuti ndokuudza sei, ndashaya kuti ndokuudza sei
mwoyo w-ngu baby waperera pauri iwe, pauri iwe ehh
ndashaya kuti ndokuudza sei, ndashaya kuti ndokuudza sei
baby mwoyo w-ngu waperera pauri iwe, pauri iwe ehh
[verse 2: steve yp]
you too fine, you too cool ughh “ndafunga dande”
if i ain’t got you girl my calender stuck on monday
but ughh unondirwadza you too materialistic
pandinokuudza how i feel you tell me to be realistic
zvanzi kana usingafambe nemota it’s better utofambe-fambe
pano unosasa nemari kwete zvako zvema chant chant
vanokuda kunge mari but ndichaku treata kunge mari
‘cos zvi’k-mashure zviri k-mberi like maplates emotikari
ndozviziva you amazing and to you i might be nothin’
but i think tine combination, messi na suarez
zvandokuita soo yeah ndokusiya wa r-t-rded
is this love? is this l-st?
i don’t know but all i know is…
[bridge]
[hook]
Random Lyrics
- russell! - rented a loft lyrics
- camera can't lie - days & days - ep version lyrics
- henki kolstad - skomaker-vise lyrics
- destorm power - 90's rap lyrics
- fuldt pensum - flyvende lyrics
- mediumjay - fuck apple apps lyrics
- the carburetors - getaway lyrics
- loc-dog - каждому своё (to each his own) lyrics
- dread mar i - tu desamor lyrics
- rio tamura - like a river lyrics