azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tongai moyo - sunga dzisimbe lyrics

Loading...

[chorus: tongai moyo]
dhiya w+ngu sunga dzisimbee, (mutambo vatsvuka ropa kwatoenda, koda vane mari wotoshinga moyo iwewe)

chimwe changu sunga dzisimbee, (nyika yave nemeno anoruma vanhu, ungarumwe w+ngu iwewe ndikasara ndega iniwo)

[verse 1: tongai moyo]
kunyangwe ndiri murombo, ndinomira new+ngu, iwe newako, kana tiri tumari twako gara natwo
kunyangwe ndiri murombo, ndinomira new+ngu, iwe newako, kana iri mbiri yako gara nayo iwe

[verse 2: tongai moyo]
ini, (ndichava wako)
iwewe, (ugove w+ngu)
ini, (ndichava wako)
iwewe, (ugove w+ngu)
ahh fara zvako, muridzi wenyaya aripoo usaore moyo

[pre+chorus: tongai moyo]
maihwee muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)

inga wani muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)
inga muridzi wenyaya ndiwe+oo, (muridzi wenyaya)
dhewa muridzi wenyaya ndimiwo, (muridzi wenyaya)

vana vadiki vanofara vakamuona+oo, (muridzi wenyaya)
asikana vanofara vakamuona+oo, (muridzi wenyaya)
vachindaki vanofara vakamuona+oo, (muridzi wenyaya)
inga wani muridzi wenyaya ndiwe+oo, (muridzi wenyaya)
dhewa muridzi wenyaya ndiwe+oo, (muridzi wenyaya)
dhewa muridzi wenyaya ndiwe+oo, (muridzi wenyaya)

[pre+chorus: tongai moyo]
maihwee muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)
maihwee muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)
inga wani muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)
inga muridzi wenyaya ndiwe+oo, (muridzi wenyaya)
dhewa muridzi wenyaya ndiwe+oo, (muridzi wenyaya)

[verse 3: tongai moyo]
kana ukati ndiimbe, ndichaimba zvaunoda, kana ukati nditaure, ndichataura zvaunoda tulika
kana ukati ndiimbe, ndichaimba zvaunoda, kana ukati nditaure, ndichataura zvaunoda
kana ukati ndiseke, ndichaseke zvaunoda, kana ukati nditaure, ndichataura zvaunoda, (hehe)
kana ukati ndiseke, ndichaseke zvaunoda, kana ukati nditaure, ndichataura zvaunoda

Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...