azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

winky d feat. oliver mtukudzi – panorwadza moyo lyrics

Loading...

ndanzwa mhere kurira
ndasiya pane wandakunofishira
ndiani watungamira

ndiani afunga kunotichenesera nzira
hatizvidzimbe nyama, aiwa
zvinotidzimba pakati pehana
chokuita hapana
kwave kundomirira mwere yamangwana
munotifudzirei nepano rwadza moyo
dairai mambo
munotifudzirei hakuna nzira imwe
nzira idondo
baba nditakurei, ishe nditakurei
ndiyambutsei
tenzi ndiyamurei



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...