winky d - not nice lyrics
[intro]
i’m not nice
(ke nako music)
i’m, i’m not nice
(gafa kusvika ndafa)
oskiiiidi
[hook]
eh ndipei kunoku chi riddim chinyowani chabva kuke nako
nekuti kapatani kanetsa paton-z- kacho ndini ndinako
gafa rapindira (gafa rapindira)
rakuvaimbira (rakuvaimbira)
inzwa maungira
(chorus)
i’m not nice
ndini ndaita kuti dance ribhude hutsi kunge hot rice
ndini ndafadza mazera ese voti gafa iri haisi right
ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe
[verse 1]
hona chingoma chacho zvachaita
vanhu vomhanya waya
hanzi chilevel chaigwe chava k-musoro kunge messiah
magafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflya
kunoku mangoma ndini ndomaita yadah samag-ya
inzwa mapunch line
ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine
dziri kutambiswa maclux mumasendiraini
aikona mhani
[chorus]
i’m not nice
ndini ndaita kuti dance ribhude hutsi kunge hot rice
ndini ndafadza mazera ese voti gafa iri haisi right
ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe
[verse 2]
ndakasiya zvemabeefi saka aikona kunondi tsvaga
kunyamachoma
kana kucsc vanokuudza kuti kunoku igwe havasi
customer
pachikaro chengoma handibve, ndichabva beenie man
atii ndamu shona
kunge teacher varik-maka shona, vonditi wagona (wagona)
[hook]
eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuke nako
nekuti kapatani kanetsa paton-z- kacho ndini ndinako
gafa rapindira (gafa rapindira)
rakuvaimbira (rakuvaimbira)
inzwa maungira
[chorus]
i’m not nice
ndini ndaita kuti dance ribhude hutsi kunge hot rice
ndini ndafadza mazera ese voti gafa iri haisi right
ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe
hona chingoma chacho zvachaita
vanhu vomhanya waya
hanzi chilevel chaigwe chava k-musoro kunge messiah
magafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflya
kunoku mangoma ndini ndomaita yadah samag-ya
inzwa mapunch line
ngoma dzangu dzinoova dhaka kunge punch wine
dziri kutambiswa maclux mumasendiraini
aikona mhani
[chorus]
i’m not nice
ndini ndaiti kuti dance ribhude hutsi senge hot rice
ndini ndafadza mazera ese voti gafa iri haisi right
ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe
Random Lyrics
- dj alexandre - christmas finally here lyrics
- rogal ddl - turborower lyrics
- yemi - svart europé (remix) lyrics
- guardin - hot chocolate lyrics
- denny soloist - run for the hills lyrics
- homeshake - he's heating up! lyrics
- flyy guy fresh - drip (flyy guy mix) lyrics
- j hus - hussling & stacking lyrics
- 12til - greatest lyrics
- cole taylor - break that lonely lyrics