azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

brian nhira – mwana washe lyrics

Loading...

verse:
chishamiso
tinoshamiswa nekuuya kwako
chipo che+u+penyu
hautozivi mufaro waunopa

pre+chorus:
kana pane chinhu
chatinga kuudze
uchitanga kufema kwekutanga

chorus:
iye akasika mwedzi
nedenga
akakusika mudumbu
nekuda kwa+ke

iye akasika nyeredzi
akaisa zuva
akatora mavanga mazhinji
nokuda kwako
uri mwana washe

verse:
uchakura
nekusimba
mazuva ese
upenyu hunooma
zvinonetsa zvichauya kwauri
pre+chorus:
kana pane chinhu
chatinga kuudze
uchitanga kufema kwekutanga

bridge:
tichaedza kukutungamirira
murwendo rwako
kukundikana kana kubudirira, ichi chinoramba chiripo



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...