azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

gosh da reel – tea yaibva lyrics

Loading...

[intro]

muporofita elijah keddie
muporofita elijah keddie
muporofita elijah keddie
muporofita elijah

[chorus]

mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva
mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva

[verse 1]

ma usher nema deacon
hapana kana beacon
mapedzerwa nabishop
nadion wekuzion
ma usher nema deacon
hapana kana beacon
mapedzerwa nabishop
nadion wekuzion

[bridge]
hapana kana zai
inomwiwa nemangai
hapana kana zai
inomwiwa nemangai
hapana kana zai
inomwiwa nemangai
hapana kana zai
inomwiwa nemangai

[chorus]

mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva
mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva
mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva
mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva

[voice note]

tamwa ma super
tambopinzirwa ma super 2 najete boy ka
ndobva tazopinzirwa mamwe naokoye 2 futi
tikanomarova pane rimwe zibhebhi rine mazi
zitsvuku shamwari
haaaa
super rozonyatsopinda mumuviri manje
uchiona maga
ikozvino ndak+mbobaya pa den goshman
[chorus]

mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva
mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva
mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva
mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva

[bridge]

hapana kana zai
inomwiwa nemangai
hapana kana zai
inomwiwa nemangai
hapana kana zai
inomwiwa nemangai
hapana kana zai
inomwiwa nemangai

[chorus]

mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva
mapostori garai two two
tea yaibva, tea yaibva
mapostori



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...