ice quenchy – cherechedza lyrics
iiiiii iiiiii hiiiiii
kwedu gweru boys
ice ndini (quenchy) iiiiii
washaa t (washaa t on the beat babe)
aaaah haaa haaaa (iiiiii)
iheeee (iiiiii iiiiii hiiiiii) iheeee
chorus
ukanyatso cherechedzaaaa
uyu mwana akanyanya munakiro
ukangomu cherechedzaaaa
uyu mwana akanaka pachimiro
saka
cherechedza (honai )
cherechedza (honai honai honaiwo)
cherechedza (honai)
cherechedza ( honai honai mwana uyo)
cherechedza (honai )
cherechedza (honai honai honaiwo)
cherechedza (honai)
cherechedza (honai honai mwana uyo)
verse 1
cherechedza whеn she pull up (pull up)
muma streets ano ruler (ruler)
skin bhoе kunge mvura (mvura)
ka life bhoe kane mula (kane mula)
ka yellow borne
body bhoe
paanosvika munoita ka noise (ahaaa)
uyu mwana ane ngozi (heeee)
she demn pretty
she got the assets
look at the way
she walkin (walkin walkin)
anofamba
toti toti ( toti toti)
gweru, masvingo mutare (aaaah)
anyararidza neharare (harare)
kadoma, chegutu kariba (yeeh)
vic falls nekubinga (aaahaaa)
splendid got the guccie price (hona )
she came from bulawayo (buluweyo)
tarisa booty ne bonate aaaah
haihwaa ane token
an0bva
kudenga denga (kudenga)
kudenga denga (kudenga)
kudenga
kudenga denga (kudenga)
kudenga denga (kudenga)
kudenga
chorus
ukanyatso cherechedzaaaa
uyu mwana akanyanya munakiro
ukangomu cherechedzaaaa
uyu mwana akanaka pachimiro
saka
cherechedza (honai )
cherechedza (honai honai honaiwo)
cherechedza (honai)
cherechedza ( honai honai mwana uyo)
cherechedza (honai )
cherechedza (honai honai honaiwo)
cherechedza (honai)
cherechedza (honai honai mwana uyo)
verse 2
hwe maihwee ndoenda ini (ndoenda ini)
ndoenda nerudooo (rudooo)
baba hoo ndoenda ini (ndoenda ini)
ndoenda nerudo (rudoooo)
anovharisa maghetto (ghetto)
anongopfeka ma label (label)
ndomuda ari pedyo (yeeeh)
uyu malaika ndoda kuroora ini (haaaaaa)
vimbai naye haazi zimuto uyu
(aaaaah haaaaa)
mangwana imi hamuzonyara
(aaah iwe ndoenda)
(oooow hooo ooooow)
ndichaunza huku nemombe (yeeeh )
pamwechete ka negondo (negondo)
mak+mi mashanu epond (epondo)
neinozadza chirongo (iweee)
tonoona tete na mbuya kuraini (yaaah)
mukamubata mafa imi (mafaaa)
garai mese musamuramba (noo)
tambai mese musamukanya (ya ya )
ukacherechedzaaaa
(ya ya yaaa ya yaaah)
iweee ukacherechedzaa (ya ya ya ya)
(oooow wooo ooo)
chorus
ukanyatso cherechedzaaaa
uyu mwana akanyanya munakiro
ukangomu cherechedzaaaa
uyu mwana akanaka pachimiro
saka
cherechedza (honai )
cherechedza (honai honai honaiwo)
cherechedza (honai)
cherechedza ( honai honai mwana uyo)
cherechedza (honai )
cherechedza (honai honai honaiwo)
cherechedza (honai)
cherechedza (honai honai mwana uyo)
Random Lyrics
- jop survivors: the holy trinity unit – forbidden love lyrics
- dynamic corvettes – precious woman lyrics
- raldy rm – borrachita loca lyrics
- марса (marsa music) – правда (true) lyrics
- thea wang – 17th time that autumn lyrics
- musedotcom – basic betty lyrics
- aevum – lullaby lyrics
- олег газманов (oleg gazmanov) – сделан в ссср lyrics
- kaiilotus – state of mind lyrics
- defiled embrace – whispers of the forest lyrics