azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

jah prayzah – jerusarema lyrics

Loading...

[intro]
hoye, hoo iherende, hoye mambo
hoye, hoo iherende, hoye mambo

[verse 1]
ndakak-mbira vakuru kuti deno vanditsanangurire gwara
ndikak-mbira midzimu kuti deno yanditambanudzire zvanza
ndakak-mbira vakuru kuti deno vanditsanangurire gwara
ndikak-mbira midzimu kuti deno yanditambanudzire zvanza
hoyere huya uone, huya uone mambo
haa, hooye hoo, hoye mambo
kwaziwai, kwaziwaika changamire
nemi makurukota maunganire dare
ndiri mwana wazuro uno kwete kare
zvichida ndingazoresva chinyakare
chenai mwoyo mundiregererewo
dzorai mwoyo mundiregererewo
vakuru vakati mwana wamambo muranda k-mwe
ndikayambuka nyaitenga inorura ingwe
ndinozokaruka ndava uzumba marambapfungwe
kwainorira ngoma, ngoma yejerusarema

[chorus]
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, huya uone, hona jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, hooye woye jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, huya uone, hona jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, hooye woye jerusarema
(ngariyambuke)

[verse 2]
ndotangira papiko ini, ndotangira papiko nyaya yangu inorema?
ndotangira papiko ini, ndotangira papiko nyaya yangu inorema?
pamusoroi changamire, mwana wenyu ndinomuda, ndinomuda ini
pamusoroi changamire, mwana wenyu ndinomuda, ndinomuda ini
baba musandipira gotsi, mwana wenyu zvaitori mhodzi
mbeu yamakapfimbikira kare muhozi, zinyarimwe zai ribodzi
baba ndiri wechirudzi, k-musha kwedu kure hakuna njodzi
zai renyu harizoenda nerukodzi, zinyarimwe zai ribodzi iro

[chorus]
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, huya uone, hona jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, hooye woye jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, huya uone, hona jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, hooye woye jerusarema
(ngariyambuke)

[outro]
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
haa, hohahoo jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, huya uone, hona jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, hooye woye jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, huya uone, hona jerusarema
(ngariyambuke)
hoo here, hooye woye jerusarema
(ngariyambuke)



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...