jah prayzah – wandakada lyrics
[verse 1]
kubvira zuva rekutanga
chaingova chiro chimweni mweni chandaik+mbira
kuti dai zvaibvira
w+ngondidawo ndaita mawarawo
pane mumwe chete pane zinyekenyeke
pane vaviri paita chisungo
kana ukandiramba zvaramba
asi ziva kuti ndaidawo
svusvura ndadya kana zvikanaka
uri mhodzi yechingwa kana zvikanaka
tichasesedzana kana zvikanaka
uchave w+ngu kana zvikanaka
[chorus]
magumo acho ndichange ndinewe
ukabata hana yangu
toenda kuhama
ndoti ndiye wandakada
[verse 2]
wanyanya kundinyepudza sepwere
kuita seunoda usingade
buda pachena
hari yamai, hari yamai
hari yamai vangu inoda anosuka
[chorus]
dhiya magumo acho ndichange ndinewe
ukabata hana yangu
toenda kuhama
ndoti ndiye wandakada
[verse 3]
zadzisa pandinorota
nekuti ndiwe mhinduro yezvandinoshuvira
umm, zadzisa zvese
nekuti ndiwe zororo remoyo w+nguka
dhiya magumo acho ndichangе ndinewe
ukabata hana yangu
toenda kuhama
ndoti ndiyе wandakada
Random Lyrics
- hałastra – dom lyrics
- rekchit – swag mode lyrics
- steady hands – death motel lyrics
- night57 – борис лов boris lov lyrics
- amorphis – light my fire (2010 version) lyrics
- joseph vincent – a thousand years lyrics
- isac elliot – kylmä lyrics
- مسار إجباري – habet tabtaba | حبة طبطبة – massar egbari lyrics
- marc scibilia – bittersweet lyrics
- tnx – kick it 4 now (english ver.) lyrics