killer t – mashoko anopfuura lyrics
[intro: k!ller t & military touch movement]
hot property
nyatsocheka masettings
tamuka anaya 4
(military touch)
[chorus]
vamwe venyu ndavana satan vanoda kuvhiringidza pattern
asi chimbon0bvunza fantan kuti dzandakapindana nadzo dzingani
ohoo
nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfuura
kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
[verse 1]
handinamate satan asi ndine hobho zvima pattern
tarirai kuti vanondivenga vangani, handivhunduki hazvisi zvinyowani
ndiri kuzama kuti vandimise ndiri pamission
zvimangoma ndiri kugadzira zvinyowani
chimbomirai kuvenga majahman
kuno tinogadzira mapattern
ohoo
[chorus]
nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura
kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
[verse 2]
vane moyo yakaipa vanongomirira kufambisa zvakaipa
ndizvo zvavanokwanisa zvatinogona havambozvifambisa
mamero
vanotogara vaine pick nefoshoro, vakangomirira kundicherera pasi
asi hazvina kutanga nhasi zvekuzama kundikandira pasi
[chorus]
nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfuura
kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
[pre+chorus]
handinamate satan asi ndine hobho zvima pattern
tarirai kuti vanondivenga vangani asi handivhunduki hazvisi zvinyowani
ndiri kuzama kuti vandimise ndiri pamission
zvimangoma ndiri kugadzira zvinyowani
chimbomirai kuvenga majah man
kuno tinogadzira mapattern
[chorus]
nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfuura
kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura
kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
[pre+chorus]
vamwе venyu ndavana satan vanoda kuvhiringidza pattern
asi chimbon0bvunza fantan kuti dzandakapindana nadzo dzingani
ohoo
[chorus]
nyangwe mukadiniko hamundiurayе nemashoko, mashoko anopfura
kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura
asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura
ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
Random Lyrics
- blanket – осознание (awareness) lyrics
- sd2ky – ск0рость (speed) lyrics
- jeremiah spottie – it is what it is lyrics
- abctal – forever as one lyrics
- jared benjamin – flatline lyrics
- manbo – nói đi em cần gì lyrics
- david dunn – boy’s song lyrics
- christian bautista – you are everything (from “unbreak my heart”) lyrics
- dua lipa – telling it like it is (demo) lyrics
- tapioca – lagoas de ruanda lyrics