azlyrics.biz
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lai gboy ghettozone - nherera lyrics

Loading...

noo ooo honanana nanana hee ee

pane zvinhu zvakawanda zvandoda kureva
pandainyarara pandaichema
kuti ndive zvandiri zvaisava nyore ba
ndati tererai nyaya yakareba

ndinonzi nherera handisi ndakatsvara
ichokwadi kuti handife ndakafara
vataitemba magumo vakaramba
zvikanzi famba famba lai hatichada

nhai mwari (aaaa)
ko ndini ndadii(aaa)
zvandinenge ndongochema pasina anondinzwa
chinzwai inzwi rangu kanyadenga

noo but sei maimboipirwa nei kundibata nekuseri
i know but sei ndaingotaurwa ndini vakagara kuseri
maiyooo but nei ndakangosikirwa kuchema here ndikubvunzei
life yoo kunge jeri kusvika pakupika kuti handichambodzokeri

ummm hee
ndaimbofunga kuti mhamha maitsvinya musati mafa noo
asi rungori godo mumoyo neruvengo zvakavakaka
nekuti ndiri nherera saka hapana munhu wandaizombochemeraaa
zvamaida ndaiterera bt kungoti maisambotonderaa
nherera munhuwo anofema
anotoda kudiwawo zviripachena
anoshuwira zvinhuwo zvigoenda
saka musamufinhuro anochema

nhai mwari (aaaa)
ko ndini ndadii(aaa)
zvandinenge ndongochema pasina anondinzwa
chinzwai inzwi rangu kanyadenga

noo but sei maimboipirwa nei kundibata nekuseri
i know but sei ndaingotaurwa ndini vakagara kuseri
maiyooo but nei ndakangosikirwa kuchema here ndikubvunzei
life yoo kunge jeri kusvika pakupika kuti handichambodzokeri

kune vari mudzimba
please moyo w+ngu unondidzimba
kuona mwana nherera
achibata mabasa anodzimba

ndatora nguva kuzvireva negitare
ndichiziva kuti vachandinzwa ndirikure
moyo yekubhinya vana isakure
vaitoshuwa kuti ini nditambure
asi mwari vangu vanondida(vanondidawo)
vanoita kubata kunotyisa(kunotyisa)
vanovhura mukova yenherera (vanovhura)
kusvika kwaanosvika(ooooh)
nhai mwari (nhai mwari)
ko ndini ndadii(ndini ndadii)
zvandinenge ndongochema pasina anondinzwa(noo)
chinzwai inzwi rangu kanyadenga

humahuma humauma (aa noo hee)
humahuma humauma(i knwoo hee)
humahuma humauma(maiyoo hee)
humahuma humauma(life yoo)
humahuma humauma(life yoo)

yea gboy

gboy ghettozone



Random Lyrics

HOT LYRICS

Loading...