lai gboy ghettozone – nherera lyrics
noo ooo honanana nanana hee ee
pane zvinhu zvakawanda zvandoda kureva
pandainyarara pandaichema
kuti ndive zvandiri zvaisava nyore ba
ndati tererai nyaya yakareba
ndinonzi nherera handisi ndakatsvara
ichokwadi kuti handife ndakafara
vataitemba magumo vakaramba
zvikanzi famba famba lai hatichada
nhai mwari (aaaa)
ko ndini ndadii(aaa)
zvandinenge ndongochema pasina anondinzwa
chinzwai inzwi rangu kanyadenga
noo but sei maimboipirwa nei kundibata nekuseri
i know but sei ndaingotaurwa ndini vakagara kuseri
maiyooo but nei ndakangosikirwa kuchema here ndikubvunzei
life yoo kunge jeri kusvika pakupika kuti handichambodzokeri
ummm hee
ndaimbofunga kuti mhamha maitsvinya musati mafa noo
asi rungori godo mumoyo neruvengo zvakavakaka
nekuti ndiri nherera saka hapana munhu wandaizombochemeraaa
zvamaida ndaiterera bt kungoti maisambotonderaa
nherera munhuwo anofema
anotoda kudiwawo zviripachena
anoshuwira zvinhuwo zvigoenda
saka musamufinhuro anochema
nhai mwari (aaaa)
ko ndini ndadii(aaa)
zvandinenge ndongochema pasina anondinzwa
chinzwai inzwi rangu kanyadenga
noo but sei maimboipirwa nei kundibata nekuseri
i know but sei ndaingotaurwa ndini vakagara kuseri
maiyooo but nei ndakangosikirwa kuchema here ndikubvunzei
life yoo kunge jeri kusvika pakupika kuti handichambodzokeri
kune vari mudzimba
please moyo w+ngu unondidzimba
kuona mwana nherera
achibata mabasa anodzimba
ndatora nguva kuzvireva negitare
ndichiziva kuti vachandinzwa ndirikure
moyo yekubhinya vana isakure
vaitoshuwa kuti ini nditambure
asi mwari vangu vanondida(vanondidawo)
vanoita kubata kunotyisa(kunotyisa)
vanovhura mukova yenherera (vanovhura)
kusvika kwaanosvika(ooooh)
nhai mwari (nhai mwari)
ko ndini ndadii(ndini ndadii)
zvandinenge ndongochema pasina anondinzwa(noo)
chinzwai inzwi rangu kanyadenga
humahuma humauma (aa noo hee)
humahuma humauma(i knwoo hee)
humahuma humauma(maiyoo hee)
humahuma humauma(life yoo)
humahuma humauma(life yoo)
yea gboy
gboy ghettozone
Random Lyrics
- innocent eve – and we sang lyrics
- dababy & stunna 4 vegas – gimme that* lyrics
- myuko & kalenn – matándome lyrics
- rei buzaj – white lamborghini #2 lyrics
- abstract – doc holliday lyrics
- sultan of the disco – 들러리 (dllury) lyrics
- trelic – faith over fear lyrics
- ebony – disco lyrics
- melvin v – money in the bin lyrics
- official53crew – worldwide ii lyrics