leonard dembo – ruva rashe lyrics
[verse 1]
mwana uye ruvarashe
zvinonongova mumoyo rwendo rwembwa
mwana uye ruvarashe
zvinonongova mumoyo rwendo rwembwa
wakandigumbura ruvarashe
wakazondipa chitsvambe pamoyo
wakandigumbura ruvarashe
wakazondipa chitsvambe pamoyo
ndikazvifunga nyoka dzinorira
kana kudya zvinonaka handimbokwanisa
ndikazvifunga nyoka dzinorira
kana kudya zvinonaka handimbokwanisa
[chorus]
ndakakutora uri wenhamo ruvarashe
apa wazondigumbura chenjera ndave mhandu yako
ndakange ndazvipira kuti ndichate newe
nhasi zvazokuomera neniwo ndave mhandu yako
[chorus]
ndakakutora uri wenhamo ruvarashe
apa wazondigumbura chenjera ndave mhandu yako
ndakakutora uri wenhamo ruvarashe
apa wazondigumbura chenjera ndave mhandu yako
ndakange ndazvipira kuti ndichate newe
nhasi zvazokuomera neniwo ndave mhandu yako
ndakange ndazvipira kuti ndichatе newe
nhasi zvazokuomera nеniwo ndave mhandu yako
enda zvako ruvarashe
handimbozvig+ya kana kuzvikendenga
enda zvako ruvarashe
handimbozvig+ya kana kuzvikendenga
enda zvako ruvarashe
handimbozvig+ya kana kuzvikendenga
Random Lyrics
- sha ek – jiggy man this, jiggy man that [part 2] lyrics
- yaro mila – his gal lyrics
- cyta zoan – enter lyrics
- stelios legakis – perasmena xehasmena lyrics
- jmcee – btb-2 “glass” lyrics
- bato – парень смог (guy could) lyrics
- viberr gang – viberr lyrics
- ludlow (band) – the kite lyrics
- frog – black on black on black lyrics
- bushido zho – тощая блондинка lyrics