leonard dembo – seiko lyrics
[verse 1]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
[verse 2]
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko mudiwa uchitiza pamba?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
seiko? seiko?
seiko vadiwa muchisiya misha?
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndarama
hama dzangu hadzindide mudiwa
ndisina ndaramba
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
wauya, wauya, wauya mudiwa
ndava nerugare
[verse 3]
enda zvako mudiwa w+ngu handichakuda
gara zvako mudiwa w+ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w+ngu hauchandida
zvako iwe mudiwa w+ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w+ngu ndezvemahumbwe
zvako iwe mudiwa w+ngu ndozvakanaka
zvangu ini mudiwa w+ngu ndezvemahumbwe
gara zvako mudiwa w+ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w+ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w+ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w+ngu hauchandida
gara zvako mudiwa w+ngu hauchandida
[outro]
asi iwe mudiwa uri mayazi
Random Lyrics
- pemphs – monsters lyrics
- maryen – на нашем месте (in our place) lyrics
- gary war – every third thought lyrics
- semia – warte auf dich lyrics
- peđa jovanović – ispod žita lyrics
- nami (metal) – silent mouth lyrics
- ella maraschino – venison lyrics
- george smallwood – touch is my thing lyrics
- roy william – valley lyrics
- twisted insane – venom 3 lyrics