leonard dembo – wada ne n’anga lyrics
[verse 1]
hona wada nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)

hona kuda nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona kw+ngu kune vaviri
(wada nen’anga waona chiremba iwe wazviona)
hona kwedu kune vatatu
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona wada nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona sekuru ndotambura makatarira

hona sekuru ndoyaura makatarira
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
[verse 2]
hona wada nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona wada nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona sekuru ndotambura makatarira
(wada nеn’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona sekuru ndoshupika makatarira
(wada nеn’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona sekuru ndoyaura makandiyeva
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona wada nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona wada nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
[verse 3]
hona kuda ne n’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona wada nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
[verse 4]
hona sekuru ndotambura makatarira
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona sekuru ndoyaura makandiyeva
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona wada nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
hona wada nen’anga
(wada nen’anga waona chiremba iwe, wazviona)
(wada nen’anga wao+)
Random Lyrics
- filthy soup – new life lyrics
- wyn doran – places unknown lyrics
- balming tiger – riot lyrics
- tom the youtube gamer – astray lyrics
- serotone – feel the burn lyrics
- lonely night & kurukuru – orquídea blanca lyrics
- şehinşah – devası fahişem lyrics
- 1017 phoenix – klёsh (клёш) lyrics
- ukić – a ona lyrics
- mamba boy – мой движ (my engine) lyrics